Mwedzi waMbudzi, chivanhu nechiKristu

Kingstone Mapupu

MWEDZI waMbudzi kubva pasichigare unonzi une zviyerwa zvakawanda uye unotorwa senguva yekuzorora kuita chivanhu sezvo pasina chikaranga chinoitwa kudzimarara wadarika.

Kwayedza svondo rino inoita hurukuro nemamwe madzishe nenyanzvi dzechivanhu pamusoro pezviyerwa zvemwedzi waMbudzi avo vanopa maonero avo pamusoro penyaya iyi.

. Onai nyaya iyi izere muKwayedza resvondo rino.

Related Posts

Tsoko dzakabuda murupasa rwenhaka

Kingstone Mapupu MUNYAYA inoita sebhaisikopu, mumwe mudzimai wekwaMungate, kwaMambo Chinhamora, kuDomboshava, anoti murupasa rwaifanira kupihwa murume wake sechikamu chenhaka yababa vake makabuda tsoko, izvo zvakaita kuti rimwe ziso rake riputike.…

Varimi vacharatidzira zvirimwa nezvipfuyo kushoo vowanda

Muchaneta Chimuka UWANDU hwevarimi vachange vachiratidzira zvirimwa nezvipfuyo zvavo kushoo yegore rino muHarare hwawedzera kakapetwa kaviri kupinda hwegore rapera, unova mucherechedza wokuti Zimbabwe iri kubudirira munyaya dzekurima. Mashoko aya abuda…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

×