Otaura ndimi arere pakati peguta

Mudzimai akaunganirwa nevanhu uyu angotanga kuzvikanda pasi, pashure ndikuzoita seanonamata nendimi achitaura zviri mubhaibheri mangwanani anhasi panosangana migwagwa Sam Nijoma naRobson Manyika, muHarare. Veruzhinji, vamwe vavo vange vachimhanyira kumabasa, vambomira vachiona firimu remahara iri. – Abel Ndooka

Related Posts

Dzinza rekwaChivero raungana kuita bira

    Kingstone Mapupu APO nyika ino nevanhu vemarudzi akasiyana-siyana vakapemberera tsika dzavo muchirongwa chinoitwa mumwedzi waChivabvu gore negore, vedzinza rekwaChivero vakazoita izvi mukupera kwesvondo apo vaive nebira remhuri yose…

Makororo aba motokari kuKwekwe

Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) ekuKwekwe ari kufeya nyaya yemotokari yakabiwa mumugwagwa Kwekwe-Chiundura, pedyo nemugwagwa unoenda kuMlezu. Nyaya iyi inonzi yakaitika nomusi wa20 Gunyana nenguva dza4 manheru apo…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

×