Seed Co yoshanda nemadzimai

 

Murimisi weSeed Co ari mumunda wegorosi, uyo mbeu yacho yeS C Nduna yakatengwa kukambani inouchika mbeu zvemhando yepamusoro-soro iyo yakarimwa nenguva naMai Mhizha. Apa murimisi airatidza kukosha kweshizha rekumusoro rinodaidzwa pachirungu kuti flag leaf.

 

Murimisi Rabson Musimudziwa achibatsirana naMai Colleen Mhizha kuongorora dambudziko regonye reFall Army Worm (FAW) range richangopinda mumbesa. Apa gonye iri rainge richiri duku, riine musoro mutema, rinova zera risinganetsi kuuraya nemishonga. Vakabva vangomwaya mushonga weLambda rikabva rangofa.

Related Posts

Dzinza rekwaChivero raungana kuita bira

    Kingstone Mapupu APO nyika ino nevanhu vemarudzi akasiyana-siyana vakapemberera tsika dzavo muchirongwa chinoitwa mumwedzi waChivabvu gore negore, vedzinza rekwaChivero vakazoita izvi mukupera kwesvondo apo vaive nebira remhuri yose…

Makororo aba motokari kuKwekwe

Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) ekuKwekwe ari kufeya nyaya yemotokari yakabiwa mumugwagwa Kwekwe-Chiundura, pedyo nemugwagwa unoenda kuMlezu. Nyaya iyi inonzi yakaitika nomusi wa20 Gunyana nenguva dza4 manheru apo…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

×