MAKADII veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 27. Ndinotsvagawo mukadzi. Nhamba yangu inoti: 0716 964 383.
******************
Ndiri mudzimai ane makore 38. Ndinotsvagawo murume wekuvaka naye musha ane makore 42 kusvika 48. Matsotsi kwete. Zvakawanda totaura pa0715 267 084.
******************
Makadini zvenyu? Ndiri murume ane makore 55. Ndinotsvaka mudzimai ane makore asingadariki 40 anoda zvemba. Nhamba yangu i0782 615 020.
******************
Ndiri murume ane makore 35. Ndinodawo mukadzi wekugara naye ari pachokwadi, ane mwana mumwe chete. Ini ndine vaviri. Ndinobatika pa0718 118 720.
******************
Ndiri murume ane makore 44 nevana vaviri. Ndinotsvagawo mukadzi wekuroora ari pachokwadi ane makore 24-34. Anoda zvekumusha ngaandibate pa0786 137 497.
******************
Ndinodawo mudzimai wekuroora akanaka, mutsvuku kana mushava. Ngaave ane makore 20 kusvika 50. Ndine makore 52. Andida ngaandibate pa0784 532 461.
******************
Makadini veKwayedza? Ndiri musikana ane makore 27. Handisi pamushonga. Ndiri kutsvakawo mukomana ari kuda zvekuroora ane makore 27-40. Ngaandibate pa0771 869 794.
******************
Makadii? Ndiri murume ane makore 43 ane vana vaviri. Ndinotsvagawo mudzimai wekushamwaridzana naye ave kuda zvemba. Andifarira anondibata pa0773 130 124.
******************
Ndiri murume wemakore 50. Ndiri pamushonga uye ndinotsvaga mukadzi ane makore 49 zvichidzika. Anoda kugara kumusha aine vana vake andifarira anondibata pa0786 718 479.
******************
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 28 ane mwana mumwe chete. Ndinotsvagawo mudiwa ane makore 20 kusvika 26 uye ane mwana mumwe chete. Ndinoda anogara muHarare. Andifarira ngaandibate pa0717 800 593.
******************
Makadini henyu? Ndiri murume ane makore 42 uye ndine vana vaviri. Ndinotsvagawo mudzimai ane makore 34-37. Ndiri pamushonga, saka ngaave ari pamushongawo. Andifarira ngaandibate pa0717 395 893.
******************
Ndiri mukadzi ane makore 42. Ndine vana vaviri. Ndinodawo murume wekushamwaridzana naye ane makore 45 zvichikwira ari pamushonga. Nhamba yangu i0712 709 640.
******************
Ndiri murume ane vana vaviri. Ndinodawo mudzimai ane zvaanoita muupenyu. Nhamba yangu yenhare i0771 241 007.
******************
Nindotsvagawo musikana kana mukadzi ane makore 30-45 asiri pamushonga. Ngaave ane mahips akakura uye anogona kutyaira motokari. Andifarira ngaandibate pa0781 160 998.
******************
Ndiri murume ane makore 50 uye ndiri pachirongwa. Ndinotsvagawo mukadzi kwaye, kwete tsotsi. Ndapota ndibatsireiwo. Nhamba yangu yenhare i0776 427 257.
******************
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 40 nevana vatatu. Ndinotsvagawo mukadzi wekushamwaridzana naye ane makore 25 kusvika 30 uyezve asiri pamushonga. Ngaave nemwana mumwe chete kana asina. Kune vanoda ndibatei pa0777 569 440.
******************
Ndiri mudzimai ane makore 29 uye ndine vana vaviri. Ndinotsvagawo murume ane makore 35-42 ane rudo uye ari pachokwadi. Ngaave asiri pamushonga. Nhamba yangu i0782 562 238.
******************
Ndiri murume ane makore 28. Ndinotsvagawo musikana wekuroora ane makore 18 kusvika 25. Akazvipira kuenda kunovhenekwa ropa andifarira ngaandibate pa0789 109 430.
******************
Ndiri mukomana ane makore 23. Ndinotsvagawo musikana kana mukadzi ane mwana mumwe chete ane makore 18-21. Ari pachokwadi ngaafone pa0713 474 162.
******************
Makadii veTishamwaridzane? Ndiri murume ane makore 42. Ndinodawo mudzimai ane zvinhu zvake uye ari pachokwadi. Andifarira ngaandibate pa0774 466 832.
******************
Makadii? Ndiri mukomana ane makore 23. Ndinotsvagawo musikana wekuroora asiri pachirongwa ane makore 18-21. Ngaave ari pachokwadi. Nhamba yangu inoti: 0715 172 653.
******************
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 39 uye ndiri HIV positive. Ndine vana vaviri. Ndinotsvagawo mudzimai ane makore 25 kusvika 35 ari HIV positive. Ngaave ane vana vaviri kana vatatu, achigara kuManicaland. Zvizhinji totaura pa0775 797 013.
******************
Makadii? Ndiri kutsvaga mudzimai wekugara naye ane makore 20 kusvika 29 ari pamushonga. Nhamba yangu i0718 219 932.
******************
Ndine mwana mumwe chete uye pautano ndiri negative. Ndinoda murume ari serious ane makore 45 zvichikwidza. Nhamba yangu yenhare i0782 252 540.
******************
Ndiri murume ane makore 47. Ndinodawo mukadzi wechidiki ane rudo, tsitsi nehunhu. Ari pachokwadi uye akazvipira kuzoongororwa ropa tese ngaafone pa0779 373 062.
******************
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 37. Ndinodawo mukadzi ari serious. Ndibatei pa0713 867 886.
******************
Makadii veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 45. Ndinotsvagawo murume wekushamwaridzana naye ari muHarare. Nhamba yangu i0779 669 406.
******************
Ndinokumbirawo kuti muchibvise nhamba yangu, 0717 757 155; ndanzwa nekusangana nematsotsi chete, akanangana nekusecha mari, rudo pasina.
******************
Ndinodawo mudzimai wekuroora akanaka, mutsvuku. Ngaave ane makore 19 kusvika 25. Ini ndine makore 29. Andida ngaandibate pa0716 907 871.
******************
Makadii? Ndiri mukomana ane makore 24. Ndinotsvagawo musikana kana mudzimai ane makore 21 zvichidzika, ane mwana chero asina. Ndakasununguka kubatwa pa0777 721 542.
******************
Makadiiko veKwayedza? Ndiri murume ane makore 36 uye ndinotsvagawo mudzimai wekugara naye ane makore 26-32 ari HIV positive. Anoyemurikawo ngaandibate pa0715 902 570.
******************
Ndiri mukadzi ane makore 33. Ndinotsvagawo murume wekugara naye ari pamushonga nokuti ndiri pamushongawo. Ndine mwana, saka ndinodawo ane vana vake. Vanoda ndibatei pa0782 849 848.
******************
Ndinotenda chirongwa cheTishamwaridzane, ndakazowanikwa, saka vose vainditsvaka pa0780 456 168 musasafone henyu.
******************
Makadini henyu? Ndiri mudzimai ane makore 38. Ndinotsvagawo murume ane makore 45-50. Ndine vana vaviri. Ndaneta nekufonerwa nevarume vevanhu. Ari serious uye asiri pamushonga ngandibatewo pa0771 239 590.
******************
Ndinodawo mudzimai wekugara naye mumba asiri pachirongwa. Nhamba yangu i0772 432 724.
******************
Makadii? Ndiri mukadzi ane vana vaviri uye ndine makore 33. Ndinotsvagawo murume ari kuda zvemba, asiri pamushonga. Vandifarira vanondibata pa0778 119 788.
******************
Makadini veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 35. Ndinotsvagawo murume ane makore 37 kusvika 45. Ndiri paArt. Ndinoda asingaratidziki seni; ini ndakasimba. Ndinoda anoshanda, akatsvindawo. Nhamba yangu i0778 768 786.
******************
Makadii? Ndiri mudzimai ane makore 43, ane vana vaviri uye ari HIV negative. Ndinoshanda. Ndinodawo murume ari serious pakugara tose, asina mukadzi. Ane rudo ngaandibate pa0787 535 015.
******************
Makadini henyu? Ndinodawo musikana wekuroora ane makore 30 zvichidzika uye ari pamushonga. Ndine makore 46. Nhamba yangu i0771 849 893.
******************
Ndinoda mukadzi ane makore 35, kunyangwe ane vana vake. Ndine makore 37. Nhamba yangu i0775 619 397. Ndatambura veduwe-e nekugara ndisina mukadzi.
******************
Makadii? Ndiri murume ane makore 32 uye ndine mwana mumwe chete. Ndinotsvakawo mudzimai ari pachokwadi ane makore 25 zvichidzika. Kunyangwe akaremara mitezo ndinogamuchira. Fonai pa0789 685 416.
******************
Makadii veTishamwaridzane? Ndiri mudzimai ane makore 41. Ndinotsvakawo murume asina mukadzi. Ndinoda asinganwi doro nekuputa fodya uye anoenda kuchechi ane makore 42-45. Nhamba yenhare i0715 910 388.
******************
Ndiri mukadzi ane makore 41 ekuberekwa. Ndine vana vaviri. Ndinotsvagawo murume ane makore 42 zvichienda mberi. Zvakawanda totaura pa0718 091 299.
******************
Kwayedza makadii? Ndiri murume ane makore 35. Ndinotsvaga mudzimai anoda zvemusha. Ndinobatika pa0779 171 199.
******************
Makadii. Veduwe-e, ndibatsireiwo kuwana mudzimai ane makore 28-34. Ngaave akapasa zvidzidzo zvishanu paO-Level. Ndiri murume ane makore 45, asingaoni. Nhamba yangu yerunhare i0771 333 366.
******************
Makadii? Ndiri mudzimai ane makore 36 ari pamushonga uye ndinoda murume asisadi zvekubereka akarongekawo seni. Ari pachokwadi ngaandibate pa0782 714 321.
******************
Ndiri murume ane makore 49. Ndine vana vana. Ndinodawo mukadzi ane makore 35-42 ane vana vaviri kana vatatu anogara muHarare uye ane chimiro chiri bho. Ndibate pa0785 441 548.
******************
Ndiri murume ane makore 54. Ndinotsvagawo mukadzi munaku anoda zvemusha ane makore 25 kusvika 50 ari serious nekuda musha. Anoda ngaandibate pa0713 472 241.
******************
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 36. Ndinotsvagawo shamwarikadzi iri pachokwadi yekugarisana nayo. Ngaave asina mwana, akanaka, anoyevedzawo uye ane tsika samai vemba. Ndinoda asiri pamushonga ane makore 20 kusvika 26. Ndinobatika pa0787 440 891.
******************
Makadii? Ndiri mukomana ane makore 31. Ndinoda musikana ane makore 27 ekuberekwa. Ngaave mukobvu, achigara muHarare. Ndinobatika pa0718 033 705.
******************
Ndine makore 35 ekuberekwa uye ndinotsvaga murume ari pachokwadi. Nhamba yangu i0779 041 502.
******************
Ndiri murume ane makore 54 ari kutsvaka mukadzi mutendi ari serious kuda zvemba. Ngaave ane makore ari pakati pe25 ne50 ane mwana kana asina. Anoda ngandibate pa0713 772 770.
******************
Ndiri murume asina chirwere uye asingashandi. Ndine makore 44. Ndinoda mukadzi ane makore 25. Vanoda ndibatei pa0784 922 571.
******************
Ndiri mukomana ane makore 24. Ndinotsvagawo musikana ari pachokwadi ane makore 18 kusvika 22, asiri pamushonga. Nhamba yangu inoti: 0772 554 558.
******************
Makadii henyu? Ndiri murume ane makore 37 uye ndine vana vaviri. Ndinotsvagawo mukadzi wekuroora ari pamushonga. Andifarira nhamba yangu yenhare i0735 706 205.
******************
Makadini veKwayedza? Ndiri mukadzi anodawo murume wekugarisana naye ane makore 60-63. Nhamba yangu i0718 106 157.
YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE
CHIRONGWA chino ndechevanhu vari pachokwadi, avo vari kutsvaga shamwari (penpals) pamwe neavo vari kutsvaga wekuroorana naye.
Naizvozvo, vose vanotumira maSMS avo kuchirongwa chino ngavave vanhu vari pachokwadi uye voshandisa nhamba dzenharembozha dzavo chaidzo. Hachipo kuparadza dzimba dzevanhu, nokudaro avo vakawanikwa nevakaroora havakurudzirwi kunyorera kuchirongwa ichi. — MUPEPETI




