— Ziva — BHAIBHERI

BHAIBHERI
JOHANNES Gutenberg akanga atogadzira muchina wekudhindha kuma1450, zvekuti zvakanga zvave nyore kudhindha mabhuku akawanda. Mabhuku ekutanga-tanga kudhindhwa pamuchina waGutenberg aive mabhuku mazana maviri ebhuku rinonzi Vulgate raMusande Jerome.

Mabhuku makumi maviri nerimwe emabhuku mazana maviri aya achiriko nanhasi. Mabhuku eTestamende itsva aTyndale akapinzwa muEngland zvekubiridzira.

Nyangwe zvazvo Tyndale akaedza kushanda muchivande, akatengeswa, akasungwa ndokutongerwa rufu. Muna 1536, akasungirirwa pamuti ndokudzipwa akapiswa.

Mashoko ake ekupedzisira akati, “Tenzi, vhurai maziso amambo weEngland.”
Mushure megore, Mambo Henry Wechisere akabvumira maBhaibheri echiRungu kuti apihwe vanhu.

Related Posts

Tsoko dzakabuda murupasa rwenhaka

Kingstone Mapupu MUNYAYA inoita sebhaisikopu, mumwe mudzimai wekwaMungate, kwaMambo Chinhamora, kuDomboshava, anoti murupasa rwaifanira kupihwa murume wake sechikamu chenhaka yababa vake makabuda tsoko, izvo zvakaita kuti rimwe ziso rake riputike.…

Varimi vacharatidzira zvirimwa nezvipfuyo kushoo vowanda

Muchaneta Chimuka UWANDU hwevarimi vachange vachiratidzira zvirimwa nezvipfuyo zvavo kushoo yegore rino muHarare hwawedzera kakapetwa kaviri kupinda hwegore rapera, unova mucherechedza wokuti Zimbabwe iri kubudirira munyaya dzekurima. Mashoko aya abuda…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *