Chawawana idya nehama!

MAZISO nenzeve zviri kunyika yeBrazil kumitambo yeWorld Cup. Iyo iya Brazil yakangoshamisa vanhu timu yavo payakatambawo mutambo woushamwari nemaWarriors eZimbabwe munhandare yeNational Sports Stadium

Vaimbi vochemera kuridzawo kuHifa

VAIMBI vane mukurumbira vanoti Alick Macheso, Chinx Chingaira naDino Mudondo vochema-chema pamusoro peHifa vachiti havasi kuwaniswa mukana wekuridzawo padopiro repasi rose iri.  Vaimbi ava vakaita hurukuro

Fembera-fembera tione!

VAVERENGI tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti munhu uyu, uyo anove muimbi ane mukurumbira ndiani. Musapfuurwe neKwayedza resvondo rinouya kuti muzive kuti uyu ndiani. Vaverengi gumi vekutanga vachatumira

Chisionekwi humhandara hwamai

MUCHINDA uya akati, unotoshaya kuti zviri kumbofamba sei? Neniwo ndiri kushaya kuti zviri kumbofamba sei? Kwete zvekuti unotoona mapositori achirova mapurisa netsvimbo pamasowe amadzibaba Ishimairi, wotoona

Kurimwa kwegorosi kwodzikira

SANGANO reZimbabwe Commercial Farmers Union rinoti kurimwa kwegorosi remuchando mwaka uno kunotarisirwa kudzikira zvikuru zvichitevera kubviswa kwakaitwa rubatsiro rwezvekurimisa zvaipihwa varimi

Mufarinya worimwa kuHurungwe

VARIMI vanodarika 60 vekudunhu reHurungwe vowana raramo kuburikidza nekurima pamwe nekutengesa mufarinya uyo unozivikanwa zvakare nekuti mujumbura. Chirongwa ichi chiri kuitwa kuminda yemadiridziro uye

Mudzidzisi ava hurudza

MURUME wekwaMurehwa aiva mudzidzisi kwemakore akawanda uyo ave pamudyandigere ave murimi mukuru sezvo ari kuwana pundutso kuburikidza nekupfuya nguruve, kurima mbatatisi nezvimwewo zvirimwa. VaChampion

Dynamos, Bosso tiba

NZIRA dzose svondo rino dziri kunanga kuNational Sports Stadium muguta reHarare apo makara asingaonane munhabvu, Dynamos FC ichasangana neHighlanders FC, mumutambo weCastle Lager Premiership. Mumwe mukono

Mitambo yezusa yoitwa svondo rino

ACHANGE ari makuwerere paMidlands State University svondo rino apo zvikwata 13 zvemayunivhesiti zvichange zvichitatsurana pamitambo yakasiyana-siyana yeZUSA Old Mutual Championship. Mitambo iyi inosanganisira

Zim Beach Volleyball yotsvagirwa vakotsveri

SANGANO reZimbabwe Beach Volleyball Association svondo radarika rakaita musangano waive nechinangwa chekusimudzira mutambo uyu pamwe nekutsvaga vakotsveri vanoutsigira. Musangano uyu uyo wakaitirwa

×
×