Vorwira musha

CHIREVO chinoti, “Sakunatsa ndiye sakubaiwa” chakazadziswa apo mumwe mukadzi akachema-chema mudare achiti ava kudzingwa pamusha waaichengetedza nemuridzi wawo mushure mekuuvakisa. Spiwe Midzi akaenda kuHarare Civil Court achida gwaro redziviriro apo

Vonetserana foni ye$80

CHIMBO chekuti vanobhosha “MaSuspects” icho chakaimbwa naKelvin “Killer T” Kusikwenyu chakazadziswa apo mumwe musikana akatengeserwa nharembozha isingashande zvakanaka izvo zvakazoita kuti nyaya iyi isvike kumatare edzimhosva. Tafadzwa Mashozhera

Vana ngavawaniswe mikana yakaenzana

PANE chirevo chinoti kana munhu akakukumbira hove usamupe asi mupe chirauro kuti agozokwanisa kuzviraurira oga. Izvi zvinenge zvichiitirwa kuti munhu asajairire kungogara achingoitwa zvinhu zvekupihwa asi kuti azvishandire zvinova zvinozomupa…

‘Vanobata chibharo hokoyoi!’

BAZI rezvemitemo nenyaya dzeparamende riri mushishi kuvandudza mitemo kuitira kuti avo vanenge vabatwa nemhosva dzekushungurudza vanhukadzi varangwe zvakaomarara. Mashoko aya akataurwa nemunyori mukuru webazi iri, Mai Viginia Mabhiza, nguva pfupi…

Zvizvarwa zveMalawi, muriko here uko?

KUNE dimikira rinoti natsa kwawabva, kwaunoenda usiku, kana kuti ziva kwawakabva, mudzimu weshiri uri mudendere! Nemusi weSvondo, 6 Chikunguru nyika yeMalawi yakapemberera makore 50 yawana kuzvitonga kuzere, kuzvitonga kwayakawana kubva…

Pane chipo apa! -Kasikana keForm 1 koshura mare -Kokwenya mbira zvinonwisa mvura

TENDAI Mavengeni (13), kasikana kepachikoro cheMabelreign Girls High, muHarare kari kuita mashura nezviratidzo muzvidzidzo zvakasiyana nevamwe. Mwana anokwenya mbira zvinodadisa iyeye! Gwenyambira wechidiki uyu ari kushura mare zvekuti anoratidza kuti…

Mamwe mayunivhesiti achavakwa: Gandawa

HURUMENDE iri kushanda nesimba mukuedza kuti purovhinzi yoga-yoga munyika ive neyunivhesiti nechinangwa chekuti vadzidzi vawane fundo yepamusoro. Mashoko aya akataurwa nemutevedzeri wegurukota redzidzo yepamusoro, sainzi nekusimudzirwa kwemishina, Dr

‘Koshesai mitambo muzvikoro’

ZVIKORO zviri kukurudzirwa kuti zvikoshese mitambo yakaita semadhirama sezvo vamwe vana vaine zvipo zvinokwanisa kuzovawanisa raramo mune ramangwana ravo. Kurudziro iyi yakaitwa naEducation Officer (Arts and Culture) weMbare-Hatifield District, Mai…

CHISHONA CHANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: [email protected] kana

Mhando dzezvirimwa

Ticha Danga PAYA panotinhira mvura yekutanga kuturuka vanhu vanoita chipatapata chekuunganidza mbeu kuitira kuzodyara nguva iripo. Mukuunganidza mbeu kwavanoita vanotora dzemhando dzakasiyana zvichienderana neminda inenge ichida kurimwa. Rimwe gandiwa

×
×