Ngozi yoda mhandara, mombe 60

BABA vemwanasikana ari kubatwa nemweya wengozi yemunhu anonzi akapondwa nemumwe wemudzinza ravo, vanoti vakazvipira zvavo kuendesa mumwe wevanasikana vavo vaviri vachiri kupinda chikoro kunoripisa ngozi

MAONERO EDU: Ngozi: Ripai nezvimwe, asi kwete nemunhu

VAKURU vanoti mushonga wengozi kuiripa. Ichi ichokwadi nekuti unogona kuitsipika asi kana yave kuzopfuka rudzi rwose runogona kupera nechakapedza mbudzi. Nyaya dzengozi dzagara dziriko kubvira kare uye maripirwo

Ofemerwa mugotsi neshamwarikadzi

Yvonne Chipato NYAKUONESWA ndondo neshamwarikadzi yaakapa pamuviri, iyo inomutevera kubasa pamwe nekumba ichimutukirira, akazonopotera kudare.

Akakwapurwa akumbira mari yekurapisa mwana

VANHU vaive mudare vakashaya neremuromo apo mumwe mukadzi akati nyaya dzemari hadzitaurwe mumba mavo uye murume wake anomurova kana achinge akumbira mari yekunorapisa mwana wavo paanenge arwara.

‘Uri mukadzi wemunhu, asi . . . . Tinongodanana’

VANHU vaive mudare vakanzwiririra apo mumwe murume akange amhan’arirwa neaimbove mukadzi wake achinzi ari kumushungurudza akati mudzimai uyu ipfambi sezvo achimushevedza kumba kwake kuti vasasane apo murume

‘Iwewe kundiramba? Hakuna zvakadaro’

MUKADZI wekumhan’arirwa kudare neaimbova chikomba chake achinzi ari kuramba kurambwa pamwe nekutyisidzira kuzviuraya akati hazviite kuti amurambe.

Dr Nkomo naCde Mzee: Magamba emagamba

ZIMBABWE yasarirwa nemasvondo maviri kuti isvike pazuva yekurangarira magamba ayo akapira upenyu hwavo mukusunungura nekushandira nyika ino zvizere uye pasina kugedageda.

‘Ndiwe wakandiraidza tunonaka’

MUKADZI wekugara makore 15 nemurume wake vasina kuita mwana akazomhanyira kudare achida mari yekuchengetwa mushure mekurambwa apo aiti akatambisirwa nguva yake.

Kasvava kakabiwa

MAPURISA ekuChegutu ari kukumbira veruzhinji kuti vavabatsire kutsvaga mwana akabiwa, uyo ane mwedzi mishanu yekuberekwa uye panguva yaakashaikwa akanga aine mwedzi mitatu.

‘Tiri kuda maticha 1 500 eMathematics, Science’

VARAIRIDZI vezvidzidzo zveMathematics neScience vashoma zvikuru munyika sezvo kuine nzvimbo 1 500 dzinoda vadzidzisi ava.

×
×