Mukadzi akaenda natezvara

Yvonne Chipato MUKUWASHA wekutorerwa mukadzi wake natezvara achinzi murombo akazomuka chibhebhenenga achivashungurudza pamwe nekuvatyisidzira kuti vamudzosere mudzimai uyu izvo zvakaita kuti azoendeswa

Akapondwa nechikomba chemukadzi

Kingstone Mapupu MUTUMBI wemurume anofungidzirwa kuti akafa nekupondwa nechikomba chemudzimai wake panzvimbo inozivikanwa nekuti paMakorokoza, kwaBvute kuMberengwa, wakaita mazuva mapfumbamwe usati wavigwa

Iyasa conclude Europe tour

Bongani Ndlovu Showbiz Correspondent CELEBRATED dance school Iyasa are back from their five-month European tour encompassing Poland, the Czech Republic and Sweden where they were involved in various cultural exchange…

Makate anonokumbira George mari yechikoro

Ticha Tichaziva CHITSAUKO 10 (Ongororo: Enderero mberi) Tinonyatsoona kudimikira kuchiteverana apo Kamukombe ari kuedza kudhonzera Musiyiwa kudivi kwake. Zviri

Indian plane dives 1,500m as pilot ‘sleeps’

India’s civil aviation regulator has ordered Jet Airways to suspend two pilots after a flight to Brussels dived 1,500 metres, forcing air traffic controllers to issue an emergency warning.

Bwanali wePamushana akaita zvinorova

Abel Ndooka MUTAMBI wenetball wepachikoro chePamushana High School pamwe nechikwata chenyika cheUnder-17,  Sharon Bwanali, akadadisa nguva pfupi yadarika kumutambo weNASH Stellar Netball Tournament uko kwaakahwina

6 men, 3 women up for Bosso fan murder

Mpumelelo Nyoni Court Reporter SIX men and three women appeared in court yesterday facing murder charges for the alleged killing of a Highlanders fan who is said to have smashed…

Bendekete raChigange rinorwadza nekurohwa naMambo Dendera

Ticha Tichaziva CHITSAUKO 6 (Ongororo: Enderero mberi) Mberi kwauri kuenda haungazivi kuti kwakamira sei kana wasvika kwaipa unodzoka sei kune vanhu vawasiya

Vofarira kudzoka kwe’extra-lessons’

Nyasha Mutena VANA vechikoro vari kutenda nekurumbidza Hurumende zvichitevera kubvimidza kwayakaita kuti zvidzidzo zvepazororo, zvema”extra-lessons”, zvichitange kuitwa zvakare zvichitevera kumbomiswa kwazvainge zvaitwa

Immigration relaxes rules for foreign artistes

Simbarashe Mutizwa Showbiz Reporter IN support of the arts and culture sector, the Department of Immigration has agreed to waive the requirement for all international artistes to get police clearances…

×
×