Bendekete raChigange rinorwadza nekurohwa naMambo Dendera

Ticha Tichaziva CHITSAUKO 6 (Ongororo: Enderero mberi) Mberi kwauri kuenda haungazivi kuti kwakamira sei kana wasvika kwaipa unodzoka sei kune vanhu vawasiya

Vofarira kudzoka kwe’extra-lessons’

Nyasha Mutena VANA vechikoro vari kutenda nekurumbidza Hurumende zvichitevera kubvimidza kwayakaita kuti zvidzidzo zvepazororo, zvema”extra-lessons”, zvichitange kuitwa zvakare zvichitevera kumbomiswa kwazvainge zvaitwa

Vasikana munhanga, vakomana mugota

Ticha Danga KANA ndichiti ngatimbodzidza nezve nzvimbo ndiri kuda kuedza kuburitsa mazita aipihwa nzvimbo nevakare vedu tichifananidza nemadaidziro otodziita zvino. Ndinodaro nekuti mwana wemazuva ano anongoziva kuti nyama

Immigration relaxes rules for foreign artistes

Simbarashe Mutizwa Showbiz Reporter IN support of the arts and culture sector, the Department of Immigration has agreed to waive the requirement for all international artistes to get police clearances…

Mwana akagezeswa tsvina nemawoko

MWANA anodzidza paMasuku Primary School, kuTshabalala kuBulawayo, akanorapwa kwachiremba mushure mekunge amanikidzwa nemushandi wepachikoro ichi kubvisa tsvina yemunhu nemawoko ake muchimbuzi

Weekend Buzz

Manor Hotel Peter “Young Igwe” Moyo and Utakataka Express will tonight invade the City of Kings for a show which has been dubbed battle for the Kings of Kings. Young…

Kugona T.B kutevedzera zvarehwa nachiremba

Cathrine Murombedzi MUMWE murume wekukwaChireya, kuGokwe  ane makore makumi matatu nemanomwe ekuberekwa anoti akapona neburi retsono. VaGeorge Chigaro avo vane mudzimai nevana vana vakarwara zvakaipisisa mugore

CR7 up for Uefa award Messi snubbed

The 10-man shortlist has been reduced to three, meaning Bayern Munich’s star winger and their World Cup-winning goalkeeper will battle with the Ballon d’Or holder.

Caf A coaching opening ceremony today

Ngqabutho Moyo Sports Reporter SPORT and Recreation Commission (SRC) director general Charles Nhemachena is today expected to officially open the Caf A licence Part Two coaching course at the Zifa…

Be wary of vote-buyers: President tells Women’s League

Farirai Machivenyika Harare Bureau President Mugabe yesterday warned women in Zanu-PF to shun those who use money to buy their votes ahead of the party’s elective national people’s congress in…

×
×