Chenjedzo kuvarimi vemuriwo

Malven Mugadzikwa IMWE nyanzvi yekurima mbesa dzemuriwo yoti varimi vanofanira kurima mbeu inenge yakauchikwa sezvo iriyo inovapa pundutso mumabasa avo.

Sharon Kwinjo: Shasha yepaArundel Girls High

Nyasha Mutena MUMWE wevana vakadadisa nguva pfupi yadarika mumakwikwi eHarare Provincial Merit Awards nekupihwa mibairo zvichitevera kubuda kwaakaita nezvibodzwa zvinonwisa mvura mubvunzo dzeO-Level dzegore rapera, anoti

Maonero Edu – Extra-lessons: Ngaasave ekutsvaga nawo mari

BAZI redzidzo yepuraimari nesekondari svondo rapera rakazivisa kuti rave kubvumidza kuti zvidzidzo zvevana vechikoro zvepazororo, zvema “extra-lessons”, zvichiitwa zvakare zvichitevera kumiswa kwazvakange zvamboitwa.

Mukadzi akaenda natezvara

Yvonne Chipato MUKUWASHA wekutorerwa mukadzi wake natezvara achinzi murombo akazomuka chibhebhenenga achivashungurudza pamwe nekuvatyisidzira kuti vamudzosere mudzimai uyu izvo zvakaita kuti azoendeswa

Akapondwa nechikomba chemukadzi

Kingstone Mapupu MUTUMBI wemurume anofungidzirwa kuti akafa nekupondwa nechikomba chemudzimai wake panzvimbo inozivikanwa nekuti paMakorokoza, kwaBvute kuMberengwa, wakaita mazuva mapfumbamwe usati wavigwa

Iyasa conclude Europe tour

Bongani Ndlovu Showbiz Correspondent CELEBRATED dance school Iyasa are back from their five-month European tour encompassing Poland, the Czech Republic and Sweden where they were involved in various cultural exchange…

Makate anonokumbira George mari yechikoro

Ticha Tichaziva CHITSAUKO 10 (Ongororo: Enderero mberi) Tinonyatsoona kudimikira kuchiteverana apo Kamukombe ari kuedza kudhonzera Musiyiwa kudivi kwake. Zviri

Indian plane dives 1,500m as pilot ‘sleeps’

India’s civil aviation regulator has ordered Jet Airways to suspend two pilots after a flight to Brussels dived 1,500 metres, forcing air traffic controllers to issue an emergency warning.

Bwanali wePamushana akaita zvinorova

Abel Ndooka MUTAMBI wenetball wepachikoro chePamushana High School pamwe nechikwata chenyika cheUnder-17,  Sharon Bwanali, akadadisa nguva pfupi yadarika kumutambo weNASH Stellar Netball Tournament uko kwaakahwina

6 men, 3 women up for Bosso fan murder

Mpumelelo Nyoni Court Reporter SIX men and three women appeared in court yesterday facing murder charges for the alleged killing of a Highlanders fan who is said to have smashed…

×
×