Mutsvairo kana wotsvaira, unotsvaira
MUMUSHA makauya mwenga. Haadi kuona kana chinonzi marara kana tsvina. Abata mutsvairo wake, hapana paanosiya. Kana tsvina yakambenge yanamira mune dzimwe nzvimbo
Hama dzangu yava chechi
KUNA tete Ndiri murume ane makore 37 ekuzvarwa, ndine mudzimai ane makore 26 nevana vatatu. Takachata muchechi vabereki vemudzimai wangu vakandiudza kuti muchechi yavo
Mashoko akakosha mukurwisa Ebola
ZVAKAKOSHA kuti vanhu vagare vakashambidzika sekugeza mawoko uye kuti vasaenda kunzvimbo dzine chirwere ichi.
South Sudan yochemera kuau
ZVAKAOMA kuve munhu wemukadzi asi zvakaomesesa kunge uri munyika ine mhirizhonga uye uchirarama neutachiona hweHIV.
Vana 100 vakapihwa shangu dzechikoro
VANA 100 nherera nevanobva kumhuri dzinoshaya vepaDombodzvuku Primary School, kwaMurehwa, vakabatsirwa zvikuru zvichitevera kupihwa kwavakaitwa shangu dzechikoro
Dhakabhoyi oti $10 inokwana
Orpah Mukotekwa VANHU vaiva muHarare Civil Court vakaita kunge vachatyoka mbabvu nekuseka mushure mekunge mumwe murume ati $10 yaive yakawandisa kuriritira mwana wake kwemwedzi wose.
‘Zvikwereti zvandimomotera handina mari’
Tatenda Moyo VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe mukadzi akati anoda kubhadharwa mendenenzi ye$1 100 yekuchengeta iye nevana vatatu.
Zvidhoma zvagara ‘tatata’
Zvakabvuta musha waMadzibaba Mupositori nemhuri yake vakatiza
Maonero Edu: Zvinongoda kuti fare, fare tindike
NGUVA iye yepagore inenge yakamirirwa nevanhu vakawanda yezororo reKisimusi neGoredzva yazosvika.
Akafa aona hari izere ropa musango
Maiva nekadhara kaidongorera Mumwe akapona neburi retsono








