O-LEVEL — MAKUNUN’UNU MAODZA MWOYO NAC. MUNGOSHI: Monika anoenda kwaMajubheki

Bhuku idzva: Makunun’unu Maodzamwoyo naCharles Mungoshi CHITSAUKO 1: Nyaya yacho USIKU hunopfuura Monika mwanasikana waVaChingweru achikuya. Panopepuka VaChingweru vachiona kunze

Saido Berahino achatengwa nani?

MUTAMBI weWest Brom, Saido Berahino, uyo ari kupisa parizvino, achatengeswa mwedzi uno kana chikwata ichi icho chiri kutatarika muPremier League chawana mari inopfuura 20 miriyoni paunzi pashasha iyi.

DETEMBA TINZWE: Kodzero

naNomatter Chifamba Vakuru navadiki, majaya

Vana vekumapurazi vobatsirwa

RIMWE boka riri pasi pebazi redzidzo yepuraimari nesekondari, reZimbabwe Academy Learning (ZAL), rinoti riri kusimudzira dzidzo yevana vekumapurazi, zvikuru vanasikana avo vamwe vacho vari kusiira dzidzo panzira nekuda

Runyoka: ‘Hapana chakaipa, akagonekwa’

VANHU vakataurwa navo nekuda kwenyaya yemurume wekwaShe Nenguwo wekuzviuraya mushure mekunge “asotwa” nenyaya dzekudanana nemudzimai wemuridzi vanoti “aya ndiwo mazvokuda mavanga enyora”.

Akanorohwa kubasa kwemurume wake

Tatenda Moyo VANHU vaive mudare vakashamisa apo mumwe mukadzi akati murume wake akamurovesa zvakasimba nevaanoshanda navo pakaenda kubasa kwake achida kunobvunza mari yaanotambira.

Neil Adams akasiya basa

NEIL Adams akasiya basa rake rekurairidza Norwich. Chikwata ichi, icho chinotambira muChampionship, chakataura kuti Adams asiya basa mushure mekugara mwedzi 9 kubvira paakatsiva Chris Hughton apo paakasayina kondirakiti yemakore

NDIRI murume ane makore 40

NDIRI murume ane makore 40 ndiri kutsvaga mukadzi ane makore 40-45 akasimba uyo anoti haasi kupfimbwa. Ngatumire sms pa0773 061 907.

‘Mukadzi wangu ane pamuviri’

Tatenda Moyo SAMUSHA vekuda kuti mari yemendenenzi yavari kubhadhara ideredzwe vachiti vanoda kutenga gadziriro yemwana mucheche sezvo mukadzi wavo wechipiri aine pamuviri vakabva kudare vakagumbuka zvichitevera

‘Ndini ndiri kugara nevana’

MUDZIMAI wekuChitungwiza wekumhan’arira kudare aimbove murume wake chikwereti chemendenenzi cheUS$1 200 chevana vaasiri kugara navo akashaya pekupinda apo akanzi hazviite kuti apihwe mari iyi sezvo asiri iye ari

×
×