O-LEVEL — MAKUNUN’UNU MAODZA MOYO: Monika anoshamisika nemaondero aTendai

Ticha Tichaziva CHITSAUKO 6 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Vakangozvinzwa chete kuti ari kufambidzana nekakomana sekaanga achifambidzana nako vanozvisunga, vanoda kuti kubvira musi uyu Monika abve akanganwa nezvekakomana kaanga achitaura nako…

SEVEN top flight volleyball clubs will converge

SEVEN top flight volleyball clubs will converge at the University of Zimbabwe courts this weekend for a tournament to mark the fifth anniversary of Harare based side Non Academic Bachelors…

New York based boxing promoter jets in

Lion Heart Boxing Productions chief financial officer and New York resident, Edward Mendy arrived in the country yesterday to pursue his interests to invest in local professional boxing.

Hakuna dofo: Shumba

Daphne Machiri MUKURU wedzidzo kudunhu reManicaland, VaEdward Shumba, vanoti hakuna mwana wechikoro anonzi idofo asi kuti vana vanoda moyo murefu uye kuzvipira kwevadzidzisi mubasa ravo. Muhurukuro neKwayedza, VaShumba vanoti zvakakosha kuti…

– mwedzi yepagore –

CHISHONA                                                  CHIRUNGU Ndira      …

– nhamba –

SHONA CHIRUNGU poshi/potsi/motsi 1 piri 2 tatu 3 china/ina 4 shanu 5 tanhatu 6 nomwe 7 sere 8 pfumbamwe 9 gumi 10

Mhando nhatu dzerondedzero

Ticha Danga TARAMBA vanozoyeuka bako mvura yemubvumbi yavany’atisa kusvika pabvupa. Mukana wekuhwanda mvura unenge uripo asi nekunonoka kuona zvinobatsira, munhu anosvika pakudopotswa kwava kuzocheuka atotota. Ndizvozvo nevana vegwaro rechinomwe. Vanozoti zvaoma…

Ebola: Zvikoro zvava kuzarurwa

Muchaneta Chimuka ZVIKORO zvinodarika 100 zvekuLiberia, izvo zvakange zvambovharwa kwemwedzi mitanhatu yadarika nekuda kweEbola, zvakazarurwa masvondo maviri adarika. Izvi zvakambokanganisa dzidzo nekuda kwekuti vadzidzi vakatora nguva refu vari kudzimba apo zvikoro…

usaid yokuta madzimai akazvitakura

USAID irimo mundima yekuona kuti hakuna mwana anozoberekwa aine utachiona hweHIV. Madzimai anorarama neutachiona hweHIV haachatyi kuti vangabereke vana vane utachiona nekuti izvi zvakaganhurwa nekuuya kwekudzivirira kutapukira kweutachiona hweHIV kubva

‘Tsigirai Gender Commision Bill’

Muchaneta Chimuka MUTEVEDZERI wegurukota rezvekuburitswa kwemashoko nezvekutepfenyura, Cde Monica Mutsvangwa, vanoti madzimai ose ari nhengo dzedare reParamende anofanira kutsigira mutemo uri kuda kukumikidzwa uyo unoona nezvenyaya dzekuenzaniswa kwemikana pakati

×
×