Batsirai nherera dzehiv neaids

SANGANO rinoona nezvekurwiswa kwekupararira kweHIV neAIDS pasi rose, reUNAIDS, rinoti muZimbabwe pari zvino mune vana vanosvika 890 000 avo vanove nherera zvichitevera kufirwa kwavakaitwa nevabereki nekuda kwedenda iri. Vamwe vevana ava…

Dr Nkomo vakabata basa guru

Munyori weKwayedza DR Joshua Mqabuko Nyongolo Nkomo, avo vaive mutevedzeri wemutungamiriri wenyika, vakashaya muHarare musi wa1 Chikunguru 1999. Vakange vave nemakore 82 okuberekwa uye vakavigwa kumarinda emagamba enyika eNational Heroes…

Ndava musvuu: Tsandukwa

Memory Lemani MUMWE samusha akachema-chema mudare achida kuti ridzikise mari yemendenenzi yaari kubhadhara pamwedzi achiti upenyu hwamuomera zvekusvika pakudya nhoko dzezvironda. Grassmore Tsandukwa akaendesa aimbova mudzimai wake, Gladys Sandi, kuHarare Civil…

Akakandwa musuweji….vanetserana chikwereti

Nyasha Mutena MURUME wekuChitungwiza wekupomerwa kuramba kubhadhara chikwereti, anonzi akapona neburi retsono apo akazvambaradzwa ndokuzokandwa mumugero waive uzere tsvina yesuweji ndokusara akuvara gumbo. Shingirai Manyowa (32), anogara panhamba 287 Unit G,

‘Murwere’ akaba mari nenhare

Nyasha Mutena MUDZIMAI wekwaSeke wekubatsira mumwe mukadzi waaifunga kuti murwere, uyo akawira pamakumbo ake achiti ainzwa dzungu, akazozvidemba apo akabirwa mari pamwe chete nenharembozha kuChitungwiza nguva pfupi yadarika. Gladyness Mabukwa (28)…

Omanikidza mudzimai kutora chikwereti

Memory Lemani MURUME wekunzi ari kushungurudza mukadzi wake achimumanikidza kuti atore chikwereti kubasa kwake chekuti awane mari yekutangisa bhizimusi akazomhan’arirwa kudare redzimhosva. Monalisa Mvundura akaendesa Christopher Manobva kuHarare Civil Court achiti…

Ngozi tugu pashiri…Musikana wekuchekereswa opfuka ari gunguwo

Kingstone Mapupu KWAZIMUNYA kudunhu reMutare kwakaitika manenji nguva yadarika apo ngozi yemusikana akafa nekupondwa mugore ra1972 yakabudira pashiri yerudzi rwegunguwo ichataura kumhuri yanyakuponda zita rake zvose nemafiro aakaita. Mambo Zimunya, VaKiben…

‘wakandibira penjeni’

Memory Lemani VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe mukomana wechidiki akazvuzvurudza imwe harahwa achiti iri kushungurudza mhuri yake ichimupomera kuti akaibira mari yepenjeni. Shingai Mutambikwa akamhan’arira John Mangwenjere kuHarare Civil Court…

Vana nherera vodzidziswa

Muchaneta Chimuka SANGANO rakazvimirira reWorld Education riri kubatsira mudzidzo yevana vanotambura kumaruwa uye pari zvino riri kutsigira chikoro cheSimbarashe Out Of School Education Programme chiri kuMhondoro. Chikoro ichi chinotungamirirwa naVaRichman Rangwani…

‘huwori muchipurisa bodo’

Malven Mugadzikwa MAPURISA ari kukurudzirwa kuti vashandise hunyanzvi hwavanenge vadzidziswa mubasa ravo mukuchengetedza veruzhinji pamwe nerunyararo munyika kwete kuti vapanduke vopedzisira vave kuita mabasa ehuwori nehumbavha. Mashoko aya akataurwa svondo rapera

×
×