Parkview displaces Archers to top league
Sports Reporter PARKVIEW Lions shot to the top of the Bulawayo Metropolitan Province Darts by displacing Archers and Zimbabwe School of Mines, who were inactive on Wednesday night.
Anosikiza amai demo…‘Ndinokuuraya mukadzi iwe’
Amager Mufema MWANAKOMANA wekumiswa mudare nenyaya yekusikiza amai vake demo pamwe nekuvamonya ruwoko achiramba kutumwa anoti haazive kuti chii chinenge chamugara paanoita izvi.
6 radio stations risk losing licences
Bongani Ndlovu Chronicle Correspondent RADIO stations which were licensed last year but are yet to go on air have less than four months to start operating or risk losing their licences,…
O-LEVEL — MUSEVE USINGAPOTSE/SHOKO HARIVHIKWI: Mabasa en’anga pasichigare
Munyaradzi Gunduza Kukosheswa kwen’anga pasichigare (Tinoenderera mberi) N’anga dzaibvunzirwa zvinetswa pasati parohwa guva. Tinonzwa nezwi remunyori kuti mudunhu raMambo
Kwakabva zita: Sawiramakwande (Kariba Rural District)
ZITA rekuti Sawiramakwande rakabva pakuti paiva ne”Sawi” (nzvimbo inobuda mvura pasi ichierera paChishangwe). Pasawi apa paigara munhu ainzi Makwande saka zita Sawiramakwande mubatanidzwa wemazita Sawi
Vatenderedzwa misoro nezizi
MHURI inogara mumusha weHatfield, muHarare, svondo rapera yakafumoona mutumba wezizi uri muimba yekutandarira inova nyaya inofungidzirwa kuti ine chekuita nehuroyi uye iri kunzi yamutsa kukandirana nyoka
Vonomiririra Zim kuNew York
SHASHA dzevechidiki mukugadzira zvinhu zvakasiyana zvinovandudza raramo yeveruzhinji dzichaenda kunomirira Zimbabwe kumakwikwi ezvigadzirwa achaitwa kuNew York munguva pfupi iri kutevera.
Akagumbuka anovigira vana magumbeze
Yvonne Chidochashe Manyanja MUMWE mukadzi akachema-chema mudare redzimhosva achiti murume wake ane katsika kekuti kana vapopotedzana anotora magumbeze evana oaviga pamusoro pewadhiropu zvinozoita kuti varare vachigwagwadza

