O-LEVEL — Mutakunanzva wenhetembo: Kurwadzisa vakadzi

7. Sarudza nhetembo shanu dzinoburitsa zvinoshungurudza madzimai kubva muna Mutakunanzva Wenhetembo asi dzakanyorwa navananyanduri vakasiyana. Zvino chitsanangura zvinhu zvitatu zvinoburitswa mudetembo rega rega. [25]

Kwayedza: Mbiri kuvaverengi

NEMUSI weChipiri svondo rapera, ongororo yeZimbabwe All Media Products Survey (ZAMPS) yakaburitsa zviri pamusoro pemapepanhau nevaverengi vawo, nhepfenyuro nevatereri vadzo nezvimwewo. Chokwadi chave kuzivikanwa! Bepanhau revanhu reKwayedza rakaiswa

Vanogona kusaroora zvachose’

Munyori weKwayedza MUKURU wesangano reZimbabwe National Practitioners Association (ZNPA), VaFriday Chisanyu, vanoti dambudziko revarume ava rinofanirwa kugadziriswa nekukasika vasati vatadza kuita vana zvachose. “Varume ava vanoda kubatsirwa nekuti vachakanganisika pakurarama

5 heart attack warning signs never to ignore

THAT unwell, breathless, overwhelmingly tired feeling you’re having could be the first sign of a heart attack. Will you or your doctor dismiss it as just the flu?

Vatambi vetsiva vosimudzirwa

Abel Ndooka SANGANO reBox Africa Limited rinoti riri kushanda nesimba mukusimudzira vatambi vetsiva vatsva vemuboka reamateur nechinangwa chekuti vazokwanisa kukwikwidza mumakwishu makuru emuAfrica neepasi rose. Svondo radarika, sangano iri rakatumira mutambi…

‘Jeri rikange nani’

Trymore Muvhawa naTafadzwa Mutsotso MUKADZI wemuHarare anoti ari kushungurudzwa nemurume wake zvikuru zvekuti anoona kugara mujeri kuri nani pane ndondo yaari kuoneswa. Caroline Moyo akaendesa murume wake — Shame Gatsi —…

Come on doc, we expect better

WHAT is that we hear about this learned medical practitioner who descended on his former maid like a tonne of bricks simply because the poor maid had visited his workplace…

Romario weight loss shock

CONCERNED fans have been reassured there is a reasonable explanation to Romario’s extreme weight loss.

Overflowing Blair toilets contaminate boreholes

Whinsley Masara, Chronicle Reporter MATABELELAND North Province risks an outbreak of water borne diseases as Blair toilets are overflowing due to heavy rains, thereby contaminating boreholes.

Overflowing Blair toilets contaminate boreholes

Whinsley Masara, Chronicle Reporter MATABELELAND North Province risks an outbreak of water borne diseases as Blair toilets are overflowing due to heavy rains, thereby contaminating boreholes.

×
×