GAVI yakapa Zim mota 12

Muchaneta Chimuka — HURUMENDE yakapihwa rubatsiro rwemotokari 12 nesangano reGlobal Alliance for Vaccines and Immunisations (GAVI) idzo dzichabatsira muchirongwa chekubaisa madzimai akazvitakura nevana majekiseni ekudzivirira zvirwere kumatunhu ose

‘Tipeiwo mukana’

Malven Mugadzikwa — CHIKWATA chine mukurumbira wenziyo dzechitendero cheVadzidzi Vekutanga chinoti chishuwo chavo chikuru sevaimbi venziyo dzechipositori ndechekuwaniswa mikana yakakwana yekuridza kumashoo nekune zvimwe zvirongwa zvakasiyana zvinoungana vaimbi. Mukuru wechikwata…

More misery for grieving families. . . As loved ones are buried in water-logged graves

Gibson Mhaka THE recent incessant rains that have been pounding parts of the country are proving to be both a blessing and a curse at the same time.

Mutsunga une dovi

MURIWO wetsunga une dovi unonaka zvikuru uye unonzi unopa utano kumhuri pamwe nekudzivirira zvimwe zvirwere zvinokonzerwa nekudya nyama ine mafuta akawanda.

Zim’s own Lusi Figo

Raymond Jaravaza

Shady AUSC contractors in panic mode over proposed audit

Senior Sports Reporter SOME fly-by-night 2014 African Union Sports Council Region Five Under-20 Youth Games contractors have reportedly gone into panic mode, fearing to be exposed by the ongoing government…

Shady AUSC contractors in panic mode over proposed audit

Senior Sports Reporter SOME fly-by-night 2014 African Union Sports Council Region Five Under-20 Youth Games contractors have reportedly gone into panic mode, fearing to be exposed by the ongoing government…

prophet opofomadza vanhu

Achinamata akavatsika padumbu Kingstone Mapupu — KUIMWE chechi iri mumusha weGlen Norah C, muHarare, kuri kuitika zvinogara zvakadaro.

Handivhunduke: Manyuchi

. . . ndakazviita kare, ndichazvidzokorora  Abel Ndooka — SHASHA yetsiva yepasi rose – Charles Manyuchi – anoti hapana chichamutadzisa kuchengetedza bhande rake apo achasangana naQudratillo Abduqaxorov chizvarwa chekuUzbekistan kuSingapore…

Pairesi yandirozva: Kumene

Abel Ndooka — MUIMBI weSungura — Lucky Kumene — ari kuchema-chema zvikuru pamusoro pekutengeswa kwedambarefu rake rechipiri, Vape Moyo, iro raakaburitsa gore radarika pamusika wemukoto achiti zviri kumudzosera kumashure zvakanyanya.

×
×