Zvakaita kuti vade hondo
Munyaradzi Gunduza — TINOENDERERA mberi nezvimwe zvakaita kuti vanhu vatema vatange hondo munaKuda Muhondo: Kupisirwa dzimba nematura — Josiah anotaura achiti masoja akasvika pamusha akashaya munhu anobva apisa dzimba nematura.…
Mamwe mabasa emuChirimo
Charles Munyoro — TASANGANAZVE munhau dzevarimi idzo dzakanangana nekuedza kuvandudza mabasa edu nechinangwa chekuti sevarimi tiwane pundutso. Mwaka wapfuura wakava nebudiriro huru kuvarimi vazhinji avo vakatevedzera nzira dzakanaka
‘Amai musanyebe imi makandivenga’
Lizzy Mushoriwa — MWANA wekumiswa mudare naamai vake achinzi anovarova nekuvatukirira anoti mashoko aya ndeemanyepo asi kuti amai ava vakamuvenga sezvo ari rovha.
Satani ave kuno, kuGehena akatama
naIgnatius Mabasa — NDINOFUNGA kuti munonzwisisa kuti sei dzimwe nguva ndichozomboti Mwari misai nyika ndiburuke! Misoro yenhau dziri kuitika munyika inondikonzera kuwondomokera mukati setsime. Zvimwe zvinhu zvinoita kunge zvakaitika kune…
Akaroverwa huni musango ‘rinoyera’
Muchaneta Chimuka — MURUME wekuChitungwiza akapihwa chirango chekunofondoka kwemaawa 105 pamhosva yekurova munhu waakaona achitema huni musango raanoti akaripihwa nevadzimu.
‘Gupuro wakandipa, hako, asi handiende’
Lizzy Mushoriwa — VANHU vaive mudare vakakahadzika apo mumwe mudzimai akati haazi kuzobva pamba pemurume akamuramba ndokumupa gupuro sezvo asina kumwe kwekuenda.
Vanhukadzi vobatsirwa
Muchaneta Chimuka — HURUMENDE yakabatana nesangano reUNFPA nereUnited Nations Central Emergency Response Fund (CERF) mukubatsira vanhukadzi vari munzvimbo dzakasangana nemafashamu emvura nezvekushandisa zvinokosha US$198 000 muutano hwavo,

