‘Ngwarirai maporofita’
Munyori weKwayedza — SADUNHU Murombedzi, VaMark Murombedzi, vanoti nyaya yemitumbi miviri yakaworera mumba ichinzi ichamuka yakavakahadzisa zvikuru.
Kunzwisisa zvizere pamusoro pebhero
Danai Chirawu Chii chinonzi bhero (bail) — Mushure mekunge wamhan’arira munhu ane zvaanenge akutadzira kumapurisa, apo paunoziva kuti asungwa zvinokupa kugatsikana mumoyo. Asi unozoshamisika zvakare waona musungwa uyu ave kufamba…
‘Hongu takavharira zvitunha mumba’
Kingstone Mapupu — MAI Judith Maruza (68) vanove mudzimai wemuchakabvu – Muzozo Phiri (80 – vanotsinhira kuti vakavharira mumba chitunhu chemurume wavo nechemwanakomana, James, vachitevedza zvaive zvasiya zvataurwa zvekuti vaizomuka.
Akaponda mukadzi arambwa
Kingstone Mapupu — MURUME wemubhuku raMuchohonyi, kuNgezi mudunhu reMhondoro anonzi akaponda aimbove mudzimai wake nekumutema-tema nedemo iyewo ndokuzozvisungirira nekuda kweshanje apo akarambwa.


