Chikwata chotsvaga rutsigiro
Kingstone Mapupu — CHIKWATA chevaimbi vechidiki vari kusimukira chemusambo weZim-dancehall cheStreet Vibezz International chiri kuDomboshava chinoti basa racho harizi kufamba zvakanaka nekuda kwekushaya rutsigiro.
zvidhoma zvopandukira ‘shefu’
Kingstone Mapupu — CHEMBERE yemubhuku raMasiyambiri, kwaSvosve mudunhu reMarondera, inoti yaoneswa ndondo nezvidhoma
Seed Co yobatsira vanoshaya
Lizzy Mushoriwa naMalven Mugadzikwa — KAMBANI ine mukurumbira pakuuchika mbeu, yeSeed Co Zimbabwe, yakabatsira mapoka akasiyana anosanganisira chipatara cheHarare Central Hospital nehupfu.
Vanasikana vanokumura baba hembe, vovagezesa
Kingstone Mapupu — VANASIKANA vanoroja mumusha weSouthlea Park, muHarare, vane rudo rwunoshamisa — vanokumura baba vavo vekuvabereka mbatya, vovagezesa nekuvapfekedza dzimwe hembe, zvose nekuvabvisa tsvina sezvo vachiti hapana mumwe
Kuongororwa gomarara rezamu kwakakosha
Lovemore Makurirofa — MUMASVONDO adarika, takapa ruzivo pamusoro pegomarara remuchibereko neredundiro. Svondo rino tiri kupangana mazano pamusoro pegomarara rezamu, iro riri kubata vanhu zvakanyanya mazuvaano.
‘Siyanai nemakireshi emukoto’
HURUMENDE inoti kutanga gore rinouya, vana vanenge vasina kuwana dzidzo yeEarly Childhood Development (ECD) muzvikoro zvemakireshi zvanyoreswa zviri pamutemo havazotenderwa kutanga Grade 1.
Zvidzidzo zviri murungano
Munyaradzi Gunduza — MUMWE anokwanisa kuti akadzidza zvinhu zvakafanana nezvinotevera:
Gonzo haripinzwi mudura!
KUVAVERENGI, igaroziva kuti pane mazuva andinotsondorodza chirevo chokuti china manenji hachifambisi. Kune vamwe, manenji vanoati mashura, vamwewo vachiti mashura unenge uri munana. Asi zvingave nyore kunzwisisa ndezvokuti, kana
Ita mari nedomasi rePrime Seed Co
Elizabeth Benjamin — KAMBANI yePrime Seed Co inotengesa mbeu dzakauchikwa dzemiriwo (vegetables) yakasiyana pamwe chete nembeu dzemafuro ezvipfuyo. Prime Seed Co inozivikanwa nekutengesa mbeu dzakauchikwa zvemhando yepamusoro idzo
Mwoyo unobanhira tenzi kumadziro
naIgnatius Mabasa — INZWA misoro yenhau yakasimudza musoro kunge nyoka ine huturu: 1. Ndakamitisa vakadzi vevanhu: Muporofita. 2. Obuda majuru nemasvosve achifamba.







