Mabhanzi ari nyore kubika
MABHANZI kudya kunonaka zvikuru uye kuri nyore kutakura kana munhu uri parwendo.
‘Mukadzi wangu anobikira maroja’
Gamuchirai Muzanenhamu — MUMWE murume anoti mudzimai wake ane tsika yekubikira maroja avo chikafu, izvo zviri kukonzera kusagadzikana mumba mavo sezvo aine fungidziro yekuti mukadzi uyu anodanana nemaroja.
Mari dzechikoro hadzidi mbavha
ZIMBABWE inozivikanwa zvikuru pasi rose munyaya yedzidzo izvo zvaona ichienda pamusoro pedzimwe nyika dzemuAfrica pakuva nevanhu vanogona kuverenga nekunyora. Budiriro iyi yakavepo kuburikidza nekushanda nesimba kweHurumende
hayo marambadoro!
— Baba mumagumbeze evana pfe vari musvo Lizzy Mushoriwa MURUME saimba anonzi ane marambadoro zvekuti kana akadhakwa nedoro anofamba pamberi pevana vake ari musvo.
unfpa yobatsira vanhukadzi
Muchaneta Chimuka — SANGANO reUNFPA riri kubatsira madzimai nevanasikana nezvekushandisa panguva yekutevera uye midziyo nemishonga inoshandiswa muzvipatara pakusununguka.
Chirandu ovhura studio
Abel Ndooka — MUIMBI wemusambo weAfro-fusion neJazz Tongai ‘Chirandu’ Tarubona akavhura studio muguta reHarare iyo anoti ichashanda zvikuru mukubatsira vaimbi vari kusimukira.
vozorwa tsvina yevanhu
Kingstone Mapupu — VANHU vanoroja paimwe imba iri kuStodart Hall, kuMbare, muHarare havazi kudya rinopisa — zuva roga-roga vanomuka musha “wakashongedzwa” netsvina yevanhu — nyoro.
Seed Co yosimudzira Zunde raMambo
Simba Gotosa — NYAYA yekudya ndicho chimwe chezvinhu zvakaongororwa kuti hazvina zororo mukurarama kwevanhu nekudaro isu vekambani yenyu yeSeed Co tinoramba tichiburisa nhaurwa dzinobatsira murimi vhiki rega-rega.
‘Ndakarapwa gomarara muchivanhu’
Kingstone Mapupu — MURUME wemuHarare anoti akapedza makore mana achitambura negomarara repagumbo — iro akange anzi kuchipatara ridamburwe — asi rakazopera mushure mekunge ashandisa mishonga yechivanhu.
‘Anondirova nemapoto’
Gamuchirai Muzanenhamu — VANHU vaive mudare vakakahadzika apo mumwe murume akaburitsa mapoto maviri aanoti ndiwo anoshandiswa nemudzimai wake kumurova mumusoro uye ndokuti mapoto mazhinji ekumba kwavo haachashandisike sezvo akafonyoka apo











