Ticha akabvisa Mwana hembe. . . vamwe vachimuonerera

Leonard Ncube ari kuVICTORIA FALLS BAZI redzidzo yepuraimari nesekondari rinoti riri kuita ongororo yenyaya yemwanasikana anodzidza Fomu 1 paLukosi Secondary, kuHwange, uyo anonzi akamanikidzwa kuti abvise hembe dzake ndokusara ari…

‘Murume wangu inwa maARV

Munyori weKwayedza MUDZIMAI wekwaMutare svondo rapera akashamisa vanhu vaive mudare apo akati anoda kuti dare rimanikidze murume wake kuti anwe mushonga wemaARV. Mudzimai uyu — uyo akangozivikanwa saMargret — anoti…

Understanding the amazing complexity of sign language

Most people are familiar with sign language, the system that hearing impaired people use to communicate.

Madzisahwira voitana pfambi

Nyasha Bvudzijena SAHWIRA nasahwira vakamisidzana mudare vachipomerana kuita chipfambi izvo zvinonzi zvave kusvika pakuti imba yemumwe wavo iparare. Susan Mushaba akamhan’arira shamwari yake Rowesai Chaparadza kuHarare Civil Court achiti ari…

Odudunya mari yepejeni mukadzi achikwangwaya

Courtney Munodawafa SAMUSHA vekudhonzerwa kudare nemudzimai wavo nenyaya yekuvashungurudza vachinzi vanomunyima mari yerendi inobviswa nemaroja pamwe neyepenjeni vakasetsa vanhu apo vakati vachera kakomba vakasvipira pasi uye vapfidza zvekuti havachafa vakazviita…

zvigwaya zvakaomeswa zvine dovi

HOVE inonzi chigwaya yakaomeswa ine dovi kudya kwechivanhu uye kunochengetedza utano nekurwisana nezvirwere. Svondo rino, Rufaro Muzavazi Mudereri wekuBindura anotsanangura mabikirwo ehusavi uhu. Zvinodiwa: Poto, chipunu, zvigwaya zvakaomeswa, dovi, matomatisi,…

Tete munoroya: Muroora

Nyasha Bvudzijena MUROORA natete vakataurirana mashoko makobvu nematete mudare kubvira pakupumhana huroyi, kusvikirwa nemudzimu, kurwara nepfungwa uye kusagona kushandisa chimbuzi zvakanaka. Vanessa Chagumba ndiye akamhan’arira muroora wake Jennifer Namasoka kuHarare…

‘Tane 4 days tarambana

Courtney Munodawafa VANHU vaive mudare vakakahadzika apo mumwe mukadzi aive amhan’arira murume wake achiti ari kumushungurudza akati vane mazuva mana chete varambana. Gally Gwaimbo akazvuzvurudzira Maxwell Magutakuwona kuHarare Civil Court…

Black Rhinos edge TelOne

BLACK Rhinos successfully completed a treble over relegation-threatened TelOne after edging them in a Castle Lager Premier Soccer League match at the National Sports Stadium yesterday.

‘Ndichakurova kusvikira watoti eke’

Courtney Munodawafa NYACHIDE akazvuzvurudzira vahosi kudare achiti haazi kudya rinopisa sezvo vanomurikita pose panorara murume wavo kumba kwake. Pelogi Gomborashamba akamhan’arira Violet Mamombe kuHarare Civil Court achida gwaro rerunyararo. Mutongi…

×
×