Zim Karatekas set for Zambia
KARATEKA Sensei Sneider Adam will this evening lead one of his students to take part in the 10th Anniversary of the Japanese Ambassadors Karate Cup in Lusaka, Zambia.
Koshesai mari yedu
BHANGA guru renyika reReserve Bank of Zimbabwe svondo rino rakazivisa kuti mari itsva yema$2 esimbi ichatanga kushandiswa neveruzhinji kutanga nemusi weMuvhuro unotevera. Mari ye$2 itsva iyi, ne$5 yebepa – iyo…
Author Chaparadza launches ‘Grace Upon Grace’
Motivational writer Geoffrey Chaparadza has launched a new book titled “Grace Upon Grace” which explores Christian doctrines and philosophies.
Musamhanyire kuSA: Bosso
Abel Ndooka VATAMBI venhabvu vemuzvikwata zvakasiyana zvinokwikwidza muno vokurudzirwa kuti vasangomhanye kuenda kunotambira kunze kwenyika vasati vaibva nekuti zvinogona kuzovagozhera sezviri kuitika kune vamwe vavo. Kurudziro iyi yakapihwa nemutevedzeri wasachigaro…
Basa revanhu vaMwari mungano
Munyaradzi Gunduza NGANO dzaivepo kuchengetedza vanhu vaMwari, tsigira pfungwa iyi nengano shanu dzinobva mubhuku iri. [25] Mungano vanhu vaMwari zvinoreva vanhu vanotarisirwa pasi vakaita sezvirema, mapofu, chembere, harahwa pamwe chete…
SA cricket in bad shape —Boucher
JOHANNESBURG. — Former Proteas wicket-keeper Mark Boucher says South African cricket is in a dire state and that the Mzansi Super League will not solve Cricket South Africa’s problems.
Teacher convicted for knocking pupil’s tooth out
Gibson Mhaka A teacher at a Seventh Day Adventist (SDA) church-run primary school in Bulawayo has been convicted for hitting a Grade Three pupil against a desk resulting in the child…
‘Baba vaye vatanga . . .’
Nyasha Bvudzijena MURUME samusha wekuDomboshava uyo ane barika revakadzi anoti ari kuoneswa ndondo nemudzimai wake mukuru uyo ane shanje dzinobvira moto zvekuti pose paanoda kuenda kumba kwanyachide, anoshevedzera kuvavakidzani achiti,…
Mbudzi yakanamira kumusana kwetsotsi
Gibson Mhaka MBAVHA yemakoko yekwaNdanga, kudunhu reZaka, kuMasvingo, yakabatwa nenzira inoshamisa apo mbudzi yayakange yaba yakanamira kumusana kwayo zvikazoita kuti inozvipira kumuridzi wayo. Vagari vemumusha waChikondori vakasara vasina neremuromo apo…
Kutsemukira Jesu kuti tsemu, tsemu
Ignatius Mabasa ICHOKWADI vanhu vakangoziva kuti hausi muroyi vanodheerera. Vanhu vanokutsemukira kuti tsemu, tsemu, tsemu. Paye Enzo wakapotsa waparidza nechimbo chako. Jesu anotarisa vanhu vaakasika obva atoona vakasasika tsika nehunhu…




