Govt stocks dipping chemicals for six months

Dipping chemicals for six months have been stocked by the Department of Veterinary Services following adequate financing from Government and its partners.

Wife tells husband that he is useless in bed

Danisa Masuku A married man who cannot get it up for his wife, told magistrate Urgent Vundla at Western Commonage Court in Bulawayo that his estranged wife was verbally abusing him…

Robbers beat guard, tie him to a tree and get away with gold

Danisa Masuku A SECURITY GUARD at a mine in Hope Fountain on the outskirts of Bulawayo is lucky to be alive after a gang of six men pounced on him, tied…

Kurima mapfunde kunopundutsa

Wendy Madzura TINOENDERERA mberi nehurukuro iri pamusoro pekurima mbesa dzetsanga duku idzo dzinosanganisira zviyo, mapfunde nemhunga pakati pedzimwe. Tikanangana nembeu yemapfunde, sarudzo yembeu yakakosha zvikuru nokuti murimi akasarudza mbeu zvine…

‘Batsirai vanotambudzika’

Abel Ndooka MUIMBI weAfro-fusion Lovemore Nherudzo — uyo vazhinji vanoziva saLovezh — anoti zvakakosha kuti vaimbi vabatsire vanhu vanotambudzika muhupenyu hwavo senzira yekudzorera kunharaunda dzavanoshandira. Lovezh, uyo anofamba nechikwata cheBrave…

‘Ndiwe wakandizadza AIDS’

Courtney Munodawafa MUDZIMAI wemuHarare anoti akagurwa kunorira nemurume wake uyo anonzi akatora mumwe mukadzi akamutapurira utachiona hweHIV zvikazoita kuti iyewo amuzadze. Ruth Mungaze akataura mashoko aya mudare reHarare Civil Court…

SEX: The taboo of men who don’t want sex

No sex please, we’ll settle for a nice dinner instead. Former football star Gary Lineker has lifted the lid on a taboo subject by admitting he isn’t interested in scoring…

Cindy anonhonga vhunze nemuromo

Munyaradzi Gunduza SVONDO rino tinoenderera mberi nekupedzisa musoro webhuku nenyaya. Maggie anonhonga vhunze nemuromo paanosvika muimba yekutandarira achisimudza Mbuya Haruna kuti vagare mumasofa mavairambidzwa naCindy achiti vaizadza fodya yebute. Pasina…

‘Mai bhoyi ndapota zvangu huya tidzokerane

Courtney Munodawafa MUDZIMAI anogara mumusha weHighfield, muHarare, anoti aimbove murume wake ari kumuteveredza achimudemberera kuti vadzokerane asi iye ari kuti haachadi nezvake zvachose nekuti pavainge vachiri pamwe chete airarama upenyu…

Madzitezvara orikita mukuwasha

Muhamed Komboni VARUME vaviri vemubhuku rekwaNyadongo, kwaMambo Zimunya, kwaMutare, vari kumira mudare redzimhosva vachitarisana nemhosva yekurikita mukuwasha wavo. Panonetsa Chapanduka naGilbert Chapanduka vanobvuma mhosva yekurova mukuwasha wavo Never Taworamwoyo pavakamiswa…

×
×