Mazitadunhurirwa ane zvaanoreva

BEMBERA naWedzerai Nhemachema MAZITA mazhinji evatema vemuZimbabwe ane chirevo, ane rungano rwemumhuri, mudunhu, mukambani kana munyika. Tikanyatsoongorora, kana mazita achipihwa vana, anopa nhoroondo yemagariro mumusha, munharaunda kana munyika. Mamwe mazita…

Mukadzi wako makeke

Nyasha Bvudzijena MURUME anogara muHarare anoti ari kushungurudzika zvikuru nekuda kwemuvakidzani wake uyo ari kubheja kuti haasi kuzorega kupfimba mudzimai wake sezvo achiti anomuda uye akamunakira. Robson Magomo akataura mashoko…

‘Murume ndinomudawo’

Courtney Munodawafa MUDZIMAI nyachide pabarika akazvuzvurudzira vahosi vake kudare achiti vari kumuonesa ndondo nekumutumira mashoko ekumutuka nezvinyadzi panhare yake uye murume anopedza mazuva akawanda ari kumba kwavo izvo zvinomurwadza zvikuru.…

Mvura iri kuuya – Met Dep

MVURA inotarisirwa kunaya kumatunhu akasiyana enyika anosanganisira Bulawayo Metropolitan, Matabeleland South, Midlands, Masvingo neManicaland kutanga nemusi weChina svondo rino. Veruzhinji vanokurudzirwa kuti vatore matanho ekuzvidzirira kubva kunjodzi dzinokonzerwa nemvura inonaya.…

‘Futi chikomba chako ndicho chakaponda’

Nyasha Bvudzijena HANZVADZISIKANA inoti haisi kudya rinopisa nekuda kwehanzvadzikomana yake iyo iri kumupomera kuti ndiye akapondesa mukoma wake nezvikomba zvake zvinova matsotsi. Sandra Matunda akamhan’arira Bernard Matunda kudare reHarare Civil…

Wendy Madzura asimudzirwa

Munyori weKwayedza KAMBANI huru pakuuchika nekutengesa mbeu dzemuminda nemumabindu — yeSeed Co — yakasimudzira mumwezve munhukadzi, mudhumeni Mai Wendy Madzura, kuva mukuru wechikamu chayo chevarimisi, Head of Agronomy. Mai Madzura…

Woods falters in Bahamas

MIAMI. — US Open golf champion Gary Woodland and Patrick Reed shared the lead on Wednesday in the Hero World Challenge as tournament host Tiger Woods faltered late in the Bahamas.

Andy Ruiz’s dad not happy

NEW YORK. — When Andy Ruiz Jr bought a white Rolls Royce his father was not happy.

A-LEVEL ― ngano dzamatambidzanwa…Zvidzidzo zvemungano

Munyaradzi Gunduza   TSANANGURA zvidzidzo zvakasiyana-siyana zvinobuda mungano uchishandisa ngano shanu dziri mubhuku iri. [25] Mungano inonzi, Vasikana navakomana shumba munobuda chidzidzo chekuti rooranai vematongo. Chidzidzo ichi chinobudiswa apo vasikana…

Gadzirirai chikoro nguva iripo

Ticha Danga KUBVA mukupedza kunyora kwatakaita bvunzo musi wa4 Gumiguru, takambosaruka zvikuru tichifarira kuzorora kwakange kwauya. Zvemabhuku takamborasa uko uye vamwe takabva tatogovera mbatya dzataishandisa kuzvikoro nekuti takabva tagura kupinda…

×