‘Ndinodanana nemadzimai evanhu’
Sukoluhle Ndlovu MURUME anogara kwaMambo Chireya, kuGokwe, akaripiswa mombe nhatu nedare reko mushure mekubatwa nemhosva yekushinha naamai vake – mudzimai wababa vake. Murume mumwe chete uyu anobuda pachena kuti kunze…
Mutambiro waMai Nyasha unenge we…
IMBWA HAIKURIRE SADZA naIgnitious Mabasa PAUCHAITA zvauchaita Kisimusi ino, ziva muganhu. Pauchadya mari usakanganwe kuti January ari kuuya. Pauchapinda mubhawa uchifamba, usazoburitswamo watakurwa. Pauchaenda kuparty dzichaitika, usanwe nekuti vanhu vese…
Chinyengetere to remain at FC Platinum
ON-LOAN FC Platinum striker Rodwell Chinyengetere could see the remainder of his contract with South African Premiership football side Baroka while still at the Zvishavane club.
Hatidi njodzi kana tsaona
IGAROZIVA kuti nguva ino yezororo reKisimusi neGoredzva inguva yekufara, yekudya nekufamba nzendo apo veruzhinji vanoshanyira hama neshamwari dzavo. Nekuti vakawanda vanenge vasingaende kumabasa, vanotora zororo rino semukana kuenda nzendo kuti…
Osimudzira mureza weZim. . . Chiwenga akapihwa mubairo weFootball BlackList 2019 Award
Daphne Machiri NYANZVI yechidzimai inomiririra vatambi venhabvu vazhinji vanotambira kuEurope, Ellen Chiwenga, akasimudzira mureza wenyika nguva pfupi yadarika apo akahwina mubairo weFootball Blacklist 2019 Award kuEngland. Chiwenga — uyo ane…
‘Handikotsire kana ndisina kudhakwa’
Nyasha Bvudzijena MURUME anogara kuHopley, muHarare — uyo anonzi anorarisa mudzimai wake nevana panze husiku hwose vasina chekufuga — anoti haagone kurega kunwa doro sezvo asingakwanise kuwana hope kana asina…
Zvatinoda kuziva
Munyaradzi Gunduza SVONDO rapfuura ndakatsanangura pakuru zvinhu zvatinofanira kunge tichiita muchikamu chino mugore ra2020. Zvino mubvunzo unobva wapinda mupfungwa dzemudzidzi ane shungu ndewekuti zvii zvinoda kuti zvinge zvichiitwa mugore ra2020…
Onetsana nemadzimai evanhu
Courtney Munodawafa MADZIMAI maviri anogara kuBudiriro 4, muHarare, vari kudya marasha pamusoro pemumwe murume uyo vaimboroja naye pamba pamwechete vachimupomera kuti ari kuda kupunza wanano dzavo sezvo achinzi anoudza varume…
Four celeb splits that shook Mzansi
While several celeb couples got their fairytale endings this year, 2019 also saw many couples call it quits. BLACK COFFEE AND ENHLE MBALI Black Coffee and his estranged wife Enhle…
‘Otorera maiguru achipa mainini’
Courtney Munodawafa MURUME anogara kuEpworth ari kuchema-chema kuti zvinhu zvamuomera zvichitevera kutora kwaakaita mudzimai wechipiri nekudaro anoda kuti vahosi nanyachide vashande vose pabhindauko rekubika chikafu vachitengesa izvo zviri kumutsa bopoto…





