ITB cancelled over COVID-19
Andrew Moyo
As the coronavirus epidemic continues to spread across the globe, having reached more than 25 countries, its impact on various spheres has been immense.
How does China combat coronavirus: 240 masks produced per second!
BEIJING. – China is the world’s largest mask manufacturer, but it seems that masks are in short supply. Why?
JUST IN: Government begin NSS renovations
Government today started the refurbishment of the National Sports Stadium in Harare following a series of meetings held yesterday.
Prince Musarurwa orangarirwa
Aimbove muimbi weAfro-pop, Prince Kudakwashe Musarurwa, akarangarirwa nemusi weMuvhuro svondo rino nevamwe vaimbi vemisambo yakasiyana apo vakaita shoo yekupemberera hupenyu hwake kuCity Sport Bar muguta reHarare.
Akaponda baba ‘muroyi’…‘Ndakakubatai kumaporofita’
Vagari vemumusha weEntumbane, kuBulawayo, havana neremuromo zvichitevera nyaya yemurume weko uyo anonzi akaponda baba vake achiita zvekuvatswanya-tswanya musoro nemazitombo achivapomhera huroyi uye kuti ndivo vanomupa hurombe.
Mwana (13) ozvidya nyama…Haasisina minwe, muromo nerurimi
Mhuri inogara mumusha weArmstadam, kuSouthlea Park, muHarare, yashaya zvekuita nemwana wavo uyo apedza kuzviruma achidambura minwe yake, miromo nerurimi — nyama dzacho achidya.
‘Mungori baba vezita’…70pc yevana handi venyu: DNA
Ongororo ye“deoxyribonucleic acid” (DNA) iyo yakaitwa neimwe kambani yemuno yakazvimirira pamusoro pekuti muridzi wemwana ndiani inoratidza kuti chikamu chevarume chinosvika makumi manomwe kubva muzana – 70 percent – veavo vavakaita ongororo vari kuchengeteswa vana vasiri vavo.
Mutambi wenetball oita zve‘fuel’
Mutambi wenetball wechikwata chenyika chemaGems — Ursula Ndlovu — anoti mutambo uyu wamuvhurira mikana yakawanda muhupenyu hwake izvo zvakaona achipinzwa basa neimwe kambani inotengesa mafuta ezvifambiso.
Mugabe onyora bhuku
Aimbove mutambi wenhabvu weCAPS United – Joe “Kode” Mugabe — anoti ari pakati pekunyora bhuku renhoroondo yehupenyu hwake uye anokurudzira vatambi vazvino kuti vasatungamidze mari mberi asi kuti vave nechido nemutambo uyu.
Hurumende yorumbidza Irvine’s
Gurukota remaindasitiri nekutengeserana Dr Sekesai Nzenza nemusi weMuvhuro uno vakarumbidza zvikuru kambani huru mubhizimusi rekuchengetwa kwehuku nemazai yeIrvine’s Zimbabwe Private Limited Company pakufambirana neruzivo rwechizvino-zvino mubasa rayo izvo zviri kuona ichibura $1,7 biriyoni pagore kubva kuvarimi vadiki vakatekeshera nenyika.











