Zifa AGM hangs in the balance amid another postponement claims

Sikhumbuzo Moyo, Senior Sports Reporter  IN what will be a huge slap in the face for the national football association, the December 19 annual general meeting hangs in the balance …

Horrific car crash claims another Mamelodi Sundowns player

Mamelodi Sundowns have suffered tragedy once again with another player having passed on following yet another car accident. Sundowns have lost one of their star defenders Motjeka Madisha, who passed…

Ndaida kuponda 1, kwete vatatu ava

Kingstone Mapupu MUKOMANA ane makore 17 ekuberekwa wekwaNyashanu, kuBuhera, ari kunzi akaponda vanhu vechikuru vatatu vemumhuri imwechete achiti ndivo vakakonzera rufu rwababa vake makore 16 akadarika.  Energy Chipinda anogara mubhuku…

Murwere wepfungwa akaponda kamwana

Kingstone Mapupu MWANA wemakore 13 ekuberekwa anga achiita Giredhi 7 kuGweru anonzi akapondwa nemusi weChipiri nemurwere wepfungwa apo aibva kunonyora bvunzo dzake. Mutauriri wemapurisa kudunhu reMidlands, Inspector Ethel Mukwende, vanotsinhira…

AKADZVURA MUSORO WEMWANA MUDURI . . . ndokuubika kuti adye

Kingstone Mapupu MURUME wechidiki wekuMasvingo akaita chisionekwi apo akaponda mwana anga ava nemakore mapfumbamwe ekuberekwa, ndokumudambura musoro uyo waakabvisa vhudzi achiita zvekuupara nemvura inopisa, achibva azoudzvura nemutswi muduri — asati…

Nyakupondwa omuka

Kingstone Mapupu MAPURISA ekuMashonaland Central ari kuferefeta nyaya yemurume aibva kuNyanga uyo anonzi akapondwa mugore ra2012, ndokuvigwa pane rimwe purazi riri kuMazowe mudunhu iri, uyo anonzi mudzimu make wava kubuda…

Ndakazvara dzetse

Kingstone Mapupu MUDZIMAI wekuHwedza anoti akasangana nemanenji svondo rapera zvichitevera kusununguka kwaanoti akaita datya guru rinozivikanwa nekuti dzetse mushure mekutakura mimba kwemwedzi minonwe. Mai Mercy Dhambure (37) vanogara mubhuku raChimhanzi,…

Amai nemwana vakayeredzwa

Kingstone Mapupu MUDZIMAI wekwaMambo Nyashanu, kuBuhera, anonzi svondo rapera akayeredzwa nemvura pamwechete nemwana wake waaive akabereka kumusana apo akaedza kuyambuka rwizi rwainge rwakazara. Njodzi iyi inotevera mvura yakanaya yakawanda iine…

Akachata nevarume 2

Munyaradzi Musiiwa MUDZIMAI wekuZvishavane akasungwa nemapurisa achipomerwa kuchata nevarume vaviri achiti murume wake wekutanga haazi kumugutsa kwemakore 12 adarika. Nyaya iyi yakabuda pachena apo Moreblessing Maridza (41) anogara kuPlatinum Park,…

Ndiri kufara: Mhari

Abel Ndooka MUBATI wepagedhi weFC Platinum — Petros Mhari — anovazve kaputeni wechikwata ichi, anoti ari kufara zvikuru kuti nhabvu yakadzoka zvichitevera kutamba kwavakaita neCosta do Sol yekuMozambique mumitambo miviri…

×
×