Nesi tsotsi akasungwa
Danisa Masuku MUKADZI anozviti ndimukoti pachipatara cheMater Dei Hospital, kuBulawayo, anotarisirwa kupinda mudare achipomerwa mhosva yekuenda pane imwe nzvimbo yekutandarira (nightclub) yeko apo akanodya chikafu pamwe nekunwa doro asi ndokuzoverera…
Akafa nekunwa doro
Kingstone Mapupu MURUME wekuMazowe — nyakuzvifadza nekunwa doro rakasiyana musi weGoredzva — anonzi akazofa nekuda kwekuraradza uku. Assistant Inspector Naison Dhliwayo — avo vakafanobata chigaro chemutauriri wemapurisa kudunhu reMashonaland Central…
Mhuri yogariswa musango naPapa . . . ‘Ndiko kuti nhamo dzenyu dzipere’
Kingstone Mapupu CHIKWATA chevanamati 13 vechechi yeJohane Masowe weChishanu vanobva kwaMurehwa — vanhu vakuru nevana — chinonzi chapedza mwedzi mitatu chichigara pamhene musango riri kuGweru mushure mekunzi nemumwe muporofita vanogara…
Mufushwa wemunyemba une dovi
MUFUSHWA wemunyemba kudya kunovaka muviri kubva pasichigare uko kwaiita kuti vakuru vekare vagare vakagwinya uye vasingabatwe nezvirwere pose-pose. Mumufushwa uyu munowanikwa kudya kunosanganisira iron inova inosimbisa mapfupa. Kudya uku kunowedzera…
Akapotsa afira huku yaakatema
Kingstone Mapupu MURUME wekuNyamakate, kuKaroi, akasungwa nemapurisa eko achipomerwa mhosva yekurova mumwe mugari weko zvekumuita kafiramberi padare rasabhuku mushure mekunge vapopotedzana nenyaya yehuku iyo ainge atema nedombo ichibva yatyoka gumbo.…
Isai fetireza: ZFU
Kingstone Mapupu SANGANO reZimbabwe Farmers Union (ZFU) riri kukurudzira varimi kuti vashandise mukana wemvura iri kunaya kunzvimbo dzakawanda dzenyika kuisa mafetireza epamusoro kuti zvirimwa zvavo zvirege kunyukurwa. VaPaul Zakariya, avo…
‘Behind closed door matches encourage online abuse’
England’s first football hate crime officer Stuart Ward believes an extended spell of matches behind closed doors, coupled with a lack of accountability and education, is driving more people to…
Huge turnout for Global Exports Federation #worldconnected series
Sikhumbuzo Moyo, Senior Sports Reporter The inaugural Global Exports Federation (GEF)’s #worldconnected series held in December attracted a huge turnout with participants from 75 countries and territories across seven regions…
Go Warriors Go: Vatsigiri
Abel Ndooka VATSIGIRI venhabvu vanoti chikwata chenyika chemaWarriors chinoda minamato yakasimba apo chiri kunanga kuCameroon kunokwikwidza kumutambo weAfrican Nations Championship (CHAN) uyo unotanga nemusi weMugovera. Rwendo rwemaWarriors rwekuenda kumutambo uyu…
Chess yotambwa padandemutande
Abel Ndooka SANGANO reZimbabwe Chess Federation (ZCF) rinoti riri pakati pekuronga kuti mutambo uyu uitwe kuburikidza nedandemutande munyika muno zvichitevera kunyuka kepiri kwechirwere cheCovid-19. Mutauriri weZCF, Thabo Elisha, anoti vane…











