Akadzingwa basa vakumbidzana mafuta ekuzora
Tendai Gukutikwa MURUME wekwaMambo Mutambara, kuChimanimani, akazopotera kudare rashe veko mushure mekunetsana nemuramu wake uyo waari kupomera kuti akapa mwanasikana wake munyama wekuti adzingwe basa pasina chaatadza kuburikidza nekushinhirira mafuta…
Nyoka yemapipi yakapiswa
Tendai Gukutikwa ari kuCHIMANIMANI NYOKA yekusanduka kuita chitanda chehuni mushure mekunge yaendeswa kudare raMambo Mutambara, kuChimanimani, nguva pfupi yadarika inonzi yakazopiswa svondo rapera kunova kuperawo kwakaita matambudziko evagari vekubhuku raNenohwe…
Covid yovhiringa zvirongwa zveTB
Thandeka Moyo-Ndlovu MATUNHU anoti Bulawayo, Midlands, Matabeleland North neSouth ndiwo ane vanhu vakawanda vakafa nechirwere cherurindi (TB) muZimbabwe gore rapera panguva iyo kunyuka kwedenda reCovid-19 kunonzi kwakakanganisawo zvirongwa zvekurwisa chirwere…
‘Wanzai chenjedzo yeCovid muzvikoro’
Muchaneta Chimuka VANA vechikoro pamwechete nevabereki vari kukumbira Hurumende nevamwe vatsigiri kuti vasimbaradze zvirongwa zvekudzivirira chirwere cheCovid-19 muzvikoro vachiti pachiri kudiwa dzidziso yakasimba pamusoro pedenda iri sezvo vamwe vana vari…
Zim yotamba nePakistan
Abel Ndooka Chikwata chenyika checricket chemaChevrons chakatanga gadziriro dzekusangana nePakistan izvo zvichaona zvikwata zviviri izvi zvichitamba mitambo miviri yeTest match series nemitatu yeTwenty20 International Series (T20I). Mukushi wemashoko kuZimbabwe Cricket…
‘Ndoda kuenda Cameroon’
Abel Ndooka Mubati wepagedhi wemaWarriors neNkana FC yekuZambia — Talbert Shumba — anoti akagara mudenga rechinomwe zvichitevera kubudirira kwakaita chikwata chenyika ichi kuenda ku2021 Cameroon Africa Cup of Nations (Afcon)…
Zimra rakes in US$1.3 mln from cargo tracking
The Zimbabwe Revenue Authority (Zimra) said on Thursday it raked in over US$1.3 million last year in cargo sealing fees and associated violation fines. Through its Electronic Cargo Tracking System…
Kurainashe donates borehole to Mazowe community
Daniel Chigunwe Mash Central Correspondent Mazowe based non-governmental organisation, Kurainashe in partnership with Healing Hands International yesterday donated a borehole to the rural community of Mvurwi as an initiative to…
MDC-A councillor warrant of arrest cancelled
Prosper Dembedza Court Correspondent Harare Magistrate Mr Dennis Mangosi has cancelled a warrant of arrest he had issued against MDC Alliance councillor for Bindura Ward 1, Paradzai Mupingiza who stands…
Zim Embassy opens up more consular services in SA
Thupeyo Muleya Beitbridge Bureau The Zimbabwe Embassy in South Africa has opened more consular services in line with the new Covid-19 regulations under the lockdown level one in that…











