Vakatiza mumba . . .

Kingstone Mapupu VAGARI vemubhuku raMarare riri papurazi rakagariswa vanhu patsva reKatawa, kuRaffingora, kudunhu reMashonaland West nguva pfupi yadarika vakapera mate mukanwa apo chitunha chemumwe murume weko chinonzi chakaimba chichidavira nziyo…

LATEST: We rise and fall together as a team, Bosso supremo

Sikhumbuzo Moyo, Senior Sports Reporter Highlanders’ supremo Johnfat Sibanda says he does not believe in praising individuals for successes or failures, but it must be a team effort in good…

LATEST: Delta acquires Afdis controlling stake

Harare Bureau  BEVERAGES giant, Delta Corporation, has gained a controlling stake in African Distillers Limited (Afdis) after acquiring additional shares during the past financial year. Afdis chairman, Pearson Gowero, indicated…

Mwana opemha rubatsiro

Muchaneta Chimuka MUDZIMAI wekubhuku raGwaku, kwaMambo Munyama, kwaMutare ari kutsvaga rubatsiro rwewiricheya, chikafu uye mari yekurapisa mwana wake uyo akabarwa akaremara mitezo. Mai Jane Manjoro (44) vanoti muviri wemwana wavo,…

Chikoro chakapihwa nguruve

Kingstone Mapupu SANGANO rakazvimirira reCreating Better Futures (CBF) riri kutsigira kufundiswa kwezvidzidzo zvemabasa emaoko muzvikoro uyewo nekuti vadzidzi vabatsirikane kuburikidza nemabhindauko aya panguva iyo nyika iri kurwisa kupararira kwechirwere cheCovid-19.…

Muroyi wetsvina akazvipamha

Liberty Dube MUDZIMAI wekuChimanimani, uyo wekuzviitira tsvina apo akayedzerwa ari pamumwe musha ari musvo ndokureurura kuti muroyi zvekare achida kubvuta kamwana kepamusha uyu, akabatwazve svondo rapera ari pamumwe musha. Mushure…

Mune mukana wekudzivirira HIV kuvana — NAC

Tadiwa Nyatanga HUTACHIONA hweHIV hunotapurirwa kubva kunaamai vane HIV huchienda kumwana panguva yavanenge vakazvitakura uye kune nyaya dzakawanda dzakadai. Pasi rose, nyika dzakapinda muchirongwa cheFast-Track Strategy chine donzvo rekupedza HIV…

‘Mabasa evarimi akanganiswa’

Muchaneta Chimuka CHIRWERE cheCovid-19 chinonzi chiri kukanganisa zvikuru varimi panyaya dzemabhindauko ekutengesarana uye mabasa avo apo nyika iri kuramba ichipinda muzvirongwa zvelockdown nechinangwa chekurwisa kupararira kwedenda iri. Mashoko aya akataurwa…

‘Paridzai 3rd wave’

Abel Ndooka MUIMBI wemusambo weChimurenga — Shepherd “Shapiro” Chimbare — anoti vaimbi neshasha dzemitambo yemadhirama vanofanirwa kuve pamberi panyaya yekushambadza kuruzhinji kukosha kwekuzvidzivirira kubva kuchirwere cheCovid-19. Muchinda uyu, uyo anotungamirira…

Zvakakoshera kuongororesa ivhu

Muchaneta Chimuka ZIMBABWE ine mikana yakakura yekuwana goho guru rechikafu chekudya nechekutengesa kana varimi vachinge vasandura nzira dzavo dzekurima, zvikuru panyaya yekuona kuti ivhu ravo ravhenekwa roonekwa kuti rine kudya…

×
×