‘AMAI MAKANAKA AMAI’‘. . . manje inini ndakudai, ngachitsve’

Gibson Mhaka

MUKOMANA wekuBulawayo atorwa moyo nerunako rwaamai vake vekumubereka zvekusvika pakuvakanda shoko rerudo achivati, “Mhamha muri sponono, makanaka, tsvarakadenga plus muri yellow bone. Ko ngatichidananeka,”

Amai ava, Sikhangezile Mlotshwa, varwadziwa nemashoko avanoudzwa nemwanakomana wavo zvekuti vatokwidza nyaya iyi kudare redzimhosva vachitiwo, “ndinzwireiwo mashura angu.”

. Onai nyaya iyi izere muKwayedza resvondo rino.

Related Posts

Baba vazvisungirira vaita makunakuna nevanasikana vavo

Tendai Gukutikwa MURUME ane makore 50 ekuberekwa wemubhuku raParowa kwaMambo Marange, kwaMutare akawanikwa akafa svondo rapera munyaya inofungirwa kuti akatora upenyu hwake mushure mekunge anetsana nemwanakomana wake uyo aimupomera mhosva…

Mabviravira motosunga dzisimbe: Nsingizini

Eddie Chikamhi MURAIRIDZI weNsingizini Hotspurs, Mandla Qhogi, anoyambira chikwata cheScottland kuti chitarisire mutambo wakasiyana zvachose pachasangana zvikwata zviviri izvi mumutambo wechipiri wakakosha mumakwikwi eCAF Champions League munhandare yeSomhlolo kuEswatini Mugovera…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *