Moto wesango muCovid
Muchaneta Chimuka ENVIRONMENTAL Management Agency (EMA) inoti iri kufadzwa zvikuru nebudiriro iri kuitwa pakurwisa moto wesango zvisinei nezvimwe zvimhingamipinyi zvairi kusangana nazvo mubasa iri nekuda kwechirwere cheCovid-19. Mwaka wemoto wesango…
Mumwe tasa vachirwira musikana
Kingstone Mapupu VARUME vaviri vainwa doro mune rimwe bhawa riri pakomboni yepamugodhi kuKadoma, kunharaunda yeMashonaland West, vanonzi vakakakavadzana nekuda kweshamwarikadzi zvekusvika pakusara mumwe wavo afa. Mutauriri wemapurisa kudunhu reMashonaland West,…
‘Hatidi varimi vanoungana’
Kingstone Mapupu SANGANO reZimbabwe Farmers Union (ZFU) rinoti rasimbaradza matanho ekurwisa Covid-19 munzvimbo dzinoshandira varimi nekuti vanhu vasaungane uye kutevedza zvose zvinokurudzirwa. VaPaul Zakariya, avo vanova mukuru weZFU, vanoti nekuda…
Muimbi ochema
Abel Ndooka MUIMBI wenziyo dzechitendero – Roe Makawa – anoti chirwere cheCovid-19 chakadzosera basa rake kumashure sezvo aive nehurongwa hwekutenderera kunze kwenyika achinoridza mashoo pamwe nekushambadza nziyo dzake. Kubva denda…
Vorwisa Covid kumusha
Kingstone Mapupu SANGANO rakaumbwa nemasabhuku nemasangano edzisvondo kuBanket, kudunhu reMashonaland West, riri kubabatsira mukugadzirisa matambudziko ari kusangana nevanhu vemunzvimbo iyi panguva iyo nyika iri kurwisa chirwere cheCovid-19. Zimbabwe Association of…
Machechi otyora mitemo yeCovid
Muchaneta Chimuka PANGUVA iyo nyika iri mushishi kurwisa chirwere cheCovid-19, kune vamwe vanhu – kusanganisira vemachechi – vasiri kutevedzera matanho akatarwa neHurumende ekudzivirira kupararira kwedenda iri izvo zvine njodzi huru…
Misheck Chidzambwa ashaya
Abel Ndooka SHASHA yakambonetsa mumutambo wenhabvu semutambi ndokuzorairidza, Misherck “Scania” Chidzambwa ashaya. Scania akashaya nezuro manheru mushure mekunge ave nenguva refu achirwara. Achitaura neKwayedza nhasi mangwanani, mukomana waMisherk – Sunday…
Vakatiza mumba . . .
Kingstone Mapupu VAGARI vemubhuku raMarare riri papurazi rakagariswa vanhu patsva reKatawa, kuRaffingora, kudunhu reMashonaland West nguva pfupi yadarika vakapera mate mukanwa apo chitunha chemumwe murume weko chinonzi chakaimba chichidavira nziyo…
Mwana opemha rubatsiro
Muchaneta Chimuka MUDZIMAI wekubhuku raGwaku, kwaMambo Munyama, kwaMutare ari kutsvaga rubatsiro rwewiricheya, chikafu uye mari yekurapisa mwana wake uyo akabarwa akaremara mitezo. Mai Jane Manjoro (44) vanoti muviri wemwana wavo,…
Chikoro chakapihwa nguruve
Kingstone Mapupu SANGANO rakazvimirira reCreating Better Futures (CBF) riri kutsigira kufundiswa kwezvidzidzo zvemabasa emaoko muzvikoro uyewo nekuti vadzidzi vabatsirikane kuburikidza nemabhindauko aya panguva iyo nyika iri kurwisa kupararira kwechirwere cheCovid-19.…











