Mahwindi baiwai jekiseni: Masvinu

Kingstone Mapupu MURUME wekumbotora mukombe mumakwikwi ekunyangara chiso eMr Ugly – William Masvinu (46), uyo anozivikanwa nezita remadunhurirwa rekuti Masvingo mubasa rechihwindi – ari kukurudzira mamwe mahwindi kuti vaende kunobaiwa…

‘Majekiseni ari kutambirwa’

Tandayi Motsi HURUMENDE inoti iri kufadzwa nekutambira kuri kuita vanhu chirongwa chekubaiwa majekiseni ekudzivirira Covid-19, kunyanya vekuVictoria Falls, uye inokurudzira veruzhinji kuti vanobaiwa. Vachitaura kuvatori venhau nemusi weChipiri mushure memusangano…

‘Vane HIV dzivirirwai Covid’

Muchaneta Chimuka VANHU vanorarama neutachiona hweHIV nezvimwe zvirwere zvisina zviratidzo zviri pachena seBP necheshuga vari kukurudzirwa kuti vabaiwe majekiseni ekudzivirira Covid-19 sezvo vari panyatwa yekurwara zvakanyanya kana kurasikirwa neupenyu kana…

Vatatu vasungirwa makadhi eCovid

Victor Maphosa MAPURISA akasunga vanhu vatatu nemhosva yekutengesa makadhi emukoto anoratidza kuti munhu akabaiwa jekiseni rekudzivirira chirwere cheCovid-19 kune vanhu vasina kubaiwa pakiriniki yeSeke South Clinic iri kuChitungwiza. Vakasungwa vashandi…

Ticha wekurova mwana akumbira ruregerero

Muchaneta Chimuka TICHA wekuzvambaradza mwana weGrade 7 pachikoro cheFungisai Government Primary School, kuChitungwiza anonzi akazokumbira ruregerero zvikaita kuti vabereki vemwana uyu vabvise nyaya iyi kumatare edzimhosva. Onismus Chitebwe ndiye akarohwa…

Unofanira kudya cheziya

naWedzerai Nhemachena HARISI guhwa kuti chose chaunobata uchachishandira. Ichi ndicho chokwadi chinofanira kuzivikanwa nemunhu wose. Dare rino rave nehumbowo hunoratidza kudaro. Kana munhu akaita twunhu twake achiti hapana ari kumunzwa,…

Baba vogocha vana . . . . hanzi vane misikanzwa

Fungai Lupande ari kuSHAMVA MURUME anogara mubhuku rekwaMbata, kuShamva South, ari kunzi anoshungurudza vanakomana vake vatatu zvekusvika pakuvapisa maoko avo nemoto wemapurasitiki nekuvarova achivapomera kuti vari kuba zvirimwa nezvimwe zvinhu.…

Akadzingwa basa vakumbidzana mafuta ekuzora

Tendai Gukutikwa MURUME wekwaMambo Mutambara, kuChimanimani, akazopotera kudare rashe veko mushure mekunetsana nemuramu wake uyo waari kupomera kuti akapa mwanasikana wake munyama wekuti adzingwe basa pasina chaatadza kuburikidza nekushinhirira mafuta…

Nyoka yemapipi yakapiswa

Tendai Gukutikwa ari kuCHIMANIMANI NYOKA yekusanduka kuita chitanda chehuni mushure mekunge yaendeswa kudare raMambo Mutambara, kuChimanimani, nguva pfupi yadarika inonzi yakazopiswa svondo rapera kunova kuperawo kwakaita matambudziko evagari vekubhuku raNenohwe…

Covid yovhiringa zvirongwa zveTB

Thandeka Moyo-Ndlovu MATUNHU anoti Bulawayo, Midlands, Matabeleland North neSouth ndiwo ane vanhu vakawanda vakafa nechirwere cherurindi (TB) muZimbabwe gore rapera panguva iyo kunyuka kwedenda reCovid-19 kunonzi kwakakanganisawo zvirongwa zvekurwisa chirwere…

×
×