Kworongwa gwaro rinopedza kumbunyikidzwa muzvikoro

Muchaneta Chimuka SANGANO reEducation Coalition of Zimbabwe (ECOZI) rakabatana neHurumende kuburikidza nePublic Service Commission ndokuita musangano nevadzidzi nedzimwe nhengo dzedzidzo yepamusoro vachinzvera nyaya dzemhirizhonga dzinowanikwa muchikamu chedzidzo yepamusoro. Chirongwa ichi…

Mamwe majekiseni eCovid ouya

Tandayi Motsi MAJEKISENI 1 miriyoni kubva pa1,2 miriyoni emushonga wekudzivirira chirwere cheCovid-19 ayo ari kubva kunze anotarisirwa kusvika muZimbabwe pakupera kwemwedzi uno kana kutanga kwaKubvumbi. Vachitaura kuvatori venhau nemusi weChipiri…

Mawere ochema neCovid-19

Abel Ndooka SHASHA yerugby iri kusimukira — Neil Mawere — ari kuchema-chema zvikuru kuti chirwere cheCovid-19 chakamudzorera kumashure sezvo aifanira kunge akaenda kuWits University kunyika yeSouth Africa gore radarika uko…

Kudzoka kwenhabvu kworumbidzwa

Abel Ndooka VARAIRIDZI venhabvu nevatsigiri vemutambo uyu svondo rino vakatambira nemufaro mukuru kudzoswa kwakaita bhora zvichitevera kumiswa kwakaitwa mitambo yose munyika muno kubvira munaKurume gore rapera senzira yekudzivirira kupararira kwechirwere…

KuMabvuku vakabatsirwa

Muchaneta Chimuka VAGARI vekuMabvuku neTafara, muguta reHarare, nemusi weChipiri svondo rino vakasara vachinyemwerera mushure mekuwaniswa rubatsiro rwesipo, migomo, mapiritsi ekuchenesa mvura nemagwaro echenjedzo pamusoro pechirwere cheCovid-19. Rubatsiro urwu rwakabva kusangano…

Mamwe majekiseni eCovid ari munzira

Tandayi Motsi MAJEKISENI 1 miriyoni kubva pa1,2 miriyoni emushonga wekudzivirira chirwere cheCovid-19 ayo ari kubva kunze anotarisirwa kusvika muZimbabwe pakupera kwemwedzi uno kana kutanga kwaKubvumbi. Vachitaura kuvatori venhau nemusi weChipiri…

Osungirwa kubata mukadzi magadziko

Muchaneta Chimuka MURUME mukuru wekwaSeke akashaya pekupinda nenyadzi mudare apo aitongwa nemhosva yekubata magadziko emumwe mudzimai uyo aiva muchitoro maanoshanda. Mutongi wedare reChitungwiza Magistrate’s Courts Tinashe Tashaya akati Elvis Shinga…

Akaroverwa nyaya dza’boss’

Muchaneta Chimuka MUMWE musikana webasa akashurwa mare apo akazvambaradzwa nemunhu ainge achida kuona muridzi wemba, iye ndokumuudza kuti “boss” vakanga vasipo vaenda kubasa izvo zvakaita kuti adokerwe azvimba kumeso nekuda…

‘Mumakoreji mune kumbunyikidzwa’

Muchaneta Chimuka SANGANO reEducation Coalition of Zimbabwe (ECOZI) rakabatana neHurumende kuburikidza nePublic Service Commission ndokuita musangano nevadzidzi nedzimwe nhengo dzedzidzo yepamusoro vachinzvera nyaya dzemhirizhonga dzinowanikwa muchikamu chedzidzo yepamusoro. Chirongwa ichi…

Matambudziko evakwegura

Kingstone Mapupu SANGANO reHelpAge Zimbabwe – iro rinomirira vanhu vachembera – rinoti vakwegura ndivo vanonyanya kurwadziwa nekuomerwa neupenyu pose panonyuka zvirwere sezviri kuitika panguva ino pasi rose. Chirwere cheCovid-19 chanetsa…

×
×