‘Lockdown yakatisimudza’
Mary Chimenya KUNYANGWE zvazvo vanhu vakawanda vaichema-chema pamusoro pechirongwa chekurwisa kupararira kwechirwere cheCovid-19 cheLevel 4 National Lockdown icho chakanyevenutswa nemusi weMuvhuro svondo rino, kune vamwe vanoti vakawana mikana yekuita zvimwe…
Vari kufa voderera
Tandayi Motsi HUWANDU hwevanhu vari kubatwa nechirwere cheCovid-19 nevari kufa huri kuramba huchidzikira kana zvichienzaniswa nenguva pfupi yadarika zvichitevera matanho akasimba akatorwa neHurumende ekumisa kupararira kwedenda iri. Magwaro emamiriro echirwere…
Vanoshaya vobatsirwa
Muchaneta Chimuka SANGANO reAngel of Hope Foundation – iro Patron waro anova mudzimai wemutungamiri wenyika First Lady Amai Auxillia Mnangagwa – nezuro rakapa rubatsiro rwunosanganisira chikafu nemafuta anotanda zuva kuvanhu…
Mwana (13) akabuda mukanwa megarwe
Danisa Masuku MWANA mukomana ane makore 13 okuberekwa anogara mubhuku raDick, kuHwange, anonzi kasvipwa negarwe rainge ramuruma gumbo mushure mekunge arwisana naro apo rakamubata achiraura hove mudhamu reKalope Dam. Craighton…
Japan yobatsira Zim
Muchaneta Chimuka HURUMENDE yeJapan yakapa rutsigiro rweUS$4.5 miriyoni rwekuyamura Zimbabwe panyaya yechikafu semamwe emabasa etsitsi panguva iyo nyika ino iri mushishi kurwisa chirwere cheCovid-19. Vanhu vanosvika 5.6 miriyoni munyika muno…
‘Dai zvikoro zvachivhurwa’
Abel Ndooka SANGANO rinoita tsvakurudzo yezveutano rweveruzhinji, reZimbabwe Community Health Intervention Research, rinoti kuvhurwa kwezvikoro kuchabatsira zvikuru vana nevamwe vadzidzi avo vange vave nenguva yakareba vachishungurudzwa kudzimba nenzira dzakasiyana zvichitevera…
Vorwisa zvose HIV neCovid-19
Muchaneta Chimuka SANGANO reNational AIDS Council (NAC) nemusi weChishanu rakapa rubatsiro rwemidziyo yedziviriro yechirwere cheCovid-19 inosanganisira mamasiki 5 000 anoenderana nevanhu vasinganzwi vanoshandisa mutauro weSign Language anonzi pa”lip reading masks”.…
Tinodawo kubaiwa: Maprofita nen’anga
Kingstone Mapupu N’ANGA nemaporofita vanoti havasi kuzosaririra kumashure muchirongwa chekubaiwa majekiseni ekudzvirira kuti vasabatwe nechirwere cheCovid-19 icho chakaparurwa neHurumende svondo rapera. VaGeorge Kandiyero, avo vanova mukuru wesangano reZimbabwe Traditional Healers…
Tokoshesa upenyu: WHO
Tandayi Motsi SANGANO rinoona nezveutano pasi rose reWorld Health Organisation (who) rinoti donzvo guru pari zvino nderekumisa kupararira kwechirwere cheCovid-19 uye nekuchengetedza upenyu hwevanhu. Vachitaura kuvatori venhau nemusi weChipiri svondo…
465 000 vasungwa
Kingstone Mapupu VANHU vanodarika 465 000 vanonzi vasungwa nemapurisa nekuda kwemhosva dzekutyora mitemo ine chekuita nekudzivirira kupararira kwechirwere cheCovid-19 kubvira pakatanga denda iri munyika muno munaKurume wegore rapera. Mutauriri wemapurisa…









