Chirwere chichiriko’
Abel Ndooka MUTAMBI wemadhirama achiita zvekare zvemimhanzi nekunyora mabhuku – Tafadzwa Kanjirai, uyo anozivikanwa nezita remadunhurirwa rekuti RG Dicoma Anomala – anoti chenjedzo pamusoro pechirwere cheCovid-19 haifanirwe kumbomira sezvo pasina…
Musayambuke nzizi dzakazara: ZRP
Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) ari kuyambira veruzhinji kuti vasiyane netsika yekuyambuka nzizi dzizere nemvura sezvo zviine njodzi yekuti vanogona kuyeredzwa kana kurumwa nezvikara. Yambiro iyi yakapihwa nemutauriri…
Otsvaga rubatsiro rwekuvhiiwa
Kingstone Mapupu MURUME wekwaMashayamombe, kuMhondoro, ari kutsvaga rubatsiro kubva kune veruzhinji rwekuti akwanise kuvhiiwa ruoko rwake urwo akakuvara paakadhirikirwa ari pasi pemugodhi achiita zvechikorokoza. VaJohannes Choga (22), avo vanogara kwaSabhuku…
‘Vanotengesa muviri vanoda kudzivirirwa’
Muchaneta Chimuka VANHU vanoita mabasa ekutengesa miviri yavo vanonzi vari panjodzi huru yekutapurirwa kana kutapurira vamwe – kusanganisira vavanodanana navo – chirwere cheCovid-19. Nokudaro kune mapoka ari kukurudzira kuti kudai…
Musaunganidze vanhu: Mapurisa
Kingstone Mapupu naMuchaneta Chimuka MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) ari kuyambira n’anga dzinoita zvehutsikamutanda kumaruwa nekumapurazi dzichiunganidza vanhu kuti dzisiyane nemaitiro aya panguva ino yekurwisa chirwere cheCovid-19 sezvo kuita kwakadai…
Vanoshaya vobatsirwa
Kingstone Mapupu SANGANO rinoita tsvakurudzo nekunzvera nezveutano hweruzhinji, reZimbabwe Community Health Intervention Research (ZICHIRE), riri kubatsira vanhu munyaya dzezveutano panguva ino yekurwisa chirwere cheCovid-19 nezvinhu zvinosanganisira makondomu nemidziyo inoshandiswa nevanhukadzi…
‘Ngatisarivare, Covid ichiriko’
Tandayi Motsi HURUMENDE inoti kunyangwe zvazvo huwandu hwevanhu vari kubatwa neCovid-19 nevari kufa nekuda kwedenda iri huri kudzikira, zvakakosha kuti veruzhinji varambe vachitevedzera matanho akatarwa ekudzivirira kupararira kwechirwere ichi. Vachitaura…
Vanodarika 1 300 vabaiwa jekiseni
Tandayi Motsi VASHANDI vezveutano nevamwe vari pamberi panyaya dzekurwisa chirwere cheCovid-19 vanosvika 1 314 kusvika nemusi weMuvhuro svondo rino vange vabaiwa majekiseni ekudzivirira kuti vasabatwe nedenda iri munyika yose. Magwaro…
Nzvimbo dzechikoro dzonetsa kuwana
Muchaneta Chimuka VABEREKI vari kuchema-chema nekunetsa kuri kuita kuwana nzvimbo dzeFomu 1 muzvikoro zvichitevera kuderedzwa kwehuwandu hwevana vanofanira kunge vari mumakirasi munguva ino yechirwere cheCovid-19. Kwayedza inoita hurukuro nevamwe vabereki…
Mabhawa ovhurwa husiku
Kingstone Mapupu SADUNHU Murape vekuDomboshava, VaTendai Gilbert Mungate, vanoti vari kushushikana nekuda kwevanamuzvinhabhizimisi vane mabhawa avo vari kuvhura kusvika pakati pehusiku uyewo nevamwe vanhu vari kuita mabasa echipfambi vachingomberereka izvo…











