Mudzimai wejongwe akatiza
Kingstone Mapupu MUDZIMAI wekurumiswa nejongwe rehuku nevaridzi vepamba paanoroja kuMufakose, muguta reHarare, achinzi anononoka kubhadhara mari yemvura nemagetsi anoti akazotiza pamba apa sezvo ange ongoona masaramusi nekugarodzingirirwa nehuku iyi. Mai…
Mitambo yechinyakare ngaiitwe muzvikoro
Abel Ndooka SANGANO reNational Association of Primary Heads (NAPH) rinoti mitambo yechinyakare yakadai setsoro, nhodo, maflawu, arawuru, hwishu nechihwande-hwande yakakosha zvikuru uye inofanirwa kuitwa muzvikoro sezvo ichidzidzisa vana nekuvavhura njere.…
Hunga: Hove inosanduka kuita nyoka
Munyori weKwayedza BAZI rinoona nezvekuchengetedzwa kwemhuka dzesango, reZimbabwe Parks and Wildlife Management Authority (ZimParks), rinoti hakuna munhu anotenderwa kubata kana kuuraya hove ingava yerudzi rwupi pasina kupihwa mvumo sezvo hove…
Vane Covid vowanda
Tandayi Motsi HUWANDU hwevanhu vari kuwanikwa vaine chirwere cheCovid-19 muZimbabwe kwemazuva matatu akatevedzana – Chipiri kusvika China svondo rino – huri kuratidza kukwira kwedenda iri kana zvichienzaniswa nenguva pfupi yadarika.…
Corona yorwiswa muzvikoro
Tandayi Motsi HURUMENDE iri kusimbaradza matanho ekurwisa chirwere cheCovid-19 muzvikoro zvichitevera kunyuka kwedenda iri muzvimwe zvikoro. Vachitaura kuvatori venhau mushure memusangano wedare reCabinet muguta reHarare svondo rino, gurukota rezvekuburitswa kwemashoko…
‘Tevedzerai zvinokurudzirwa’
Munyori weKwayedza HURUMENDE iri kusimbaradza matanho ekurwisa chirwere cheCovid-19 ayo anosanganisira kuti pagungano ripi neripi vanhu vanenge vakaunganapo vasadarika 100 uye kuti nzvimbo dzinotengeswa chikafu chakabikwa (restaurants) dzinogona kuvhurwa…
Zvidzivirire iwe pachezvako’
Muchaneta Chimuka VERUZHINJI vari kukurudzirwa kuti varambe vachitevedza matanho akatarwa nesangano reWorld Health Organisation (WHO) sekupfeka mamasiki, kusaungana uye kugeza maoko nesipo nguva nenguva kuitira kuti nyika ibudirire muzvinangwa zvayo…
Regai kudherera Covid: Mahomva
Tandayi Motsi DAMBUDZIKO guru rakatarisana neZimbabwe mukurwisa chirwere cheCovid-19 kusatevedzwa neveruzhinji matanho ekumisa kupararira kwacho anosanganisira kugara vakapfeka mamasiki nekusaita chitsokotsoko, izvo zviri kuona huwandu hwevari kubatwa nedenda iri huchikwira.…
NBSZ yoda ropa rakawanda
Muchaneta Chimuka SACHIGARO weNational Blood Services Zimbabwe (NBSZ), Advocate Rodgers Matsikidze vanoti vari kutsvaga dzimwe nzira itsva dzekuti vanhu vakuru vakawanda vapindewo muchirongwa chekupa ropa, zvikuru munguva ino apo nyika…
Vanoshaya vakabatsirwa
Muchaneta Chimuka VASHANDI veUNICEF Zimbabwe, vachishanda nevava pamudyandigere, svondo rapera vakaita mudeme mudeme kuunganidza mari yekutenga chikafu chemhuri dzinotambura dzinodarika 100 dzekuEpworth zvichitevera matambudziko adziri kusangana nawo nekuda kwechirwere cheCovid-19.…











