Gwenyambira Piloto osimudzira mureza wenyika kuZimFest
Liberty Dube SHASHA yekuridza mbira, marimba pamwe chete nekuimba — Lino Piloto — uyo akazvarirwa kuDangamvura kwaMutare, osimudzira mureza wenyika kudopiro reZimFest 2025 kuWashington DC. Piloto akatungamira zvidzidzo zvemarimba, mbira,…
Varimi vefodya vanyora nhoroondo . . . goho radarika 300m kgs
Munyori weKwayedza MWAKA wekutengeswa kwefodya wa2025 wakapera zviri pamutemo nemusi waChina svondo radarika mushure mekunyora nhoroondo apo varimi vakawana mari inosvika US$1,2 bhiriyoni kubva pamakgs 352,7 miriyoni echirimwa ichi, kambani…
Baba varova, vakakuvadza mwana ane mwedzi 2
Ray Bande MURUME wekuChecheche kuChipinge akasungwa nemhosva yekurova zvakaipisisa mwana wake ane mwedzi miviri yekuberekwa nebhandi. Vakafanobata chigaro chemutauriri wemapurisa kuManicaland, Assistant Inspector Wiseman Chinyoka, vanotsinhira nyaya iyi. Murume uyu,…
WATCH: Local Government Minister meets Byo councillors
Sikhumbuzo Moyo THE Minister of Local Government and Public Works Daniel Garwe, is in Bulawayo today to meet with the local authority’s policy makers and management. The Minister is accompanied…
Murume arasika njere abata hari mugomo rinoyera
Tendai Gukutikwa MURUME wekwaMambo Mutasa kudunhu reManicaland anonzi akatanga kuita seanorasika njere kana kuti abatwa nemweya wakaipa mushure mekunge aenda kune rimwe gomo reko rinonzi rinoyera ndokuchera pasi akawana paine…











