ZRP FC yodzvokora PSL
SACHIGARO weZimbabwe Republic Police FC iyo inotambira muDivision One Northern Region, Officer Commanding Support Unit, Senior Assistant Commissioner Mekia Tanyanyiwa, vanoti mwaka uno vari kuumba chikwata chakasimba chine vatambi
GRADE 7: Mhando dzerondedzero
Ticha Danga CHIREVO chinonoti ngatirigamhei richabva Hwedza chinogona kushandiswa kuyambira imi vachangopinda mugwaro rechinomwe kuti murove simbi ichapisa nekuti mberengera yakazoradza mbuya nenzara. Ndinodaro nekuti tsenzi
O-LEVEL — makunun’unu maodzamwoyo: Amai vanobvunza Monika aine mukomana
CHITSAUKO 5 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Monika haapinduri Mujubheki asi anodemba kuti chezuva iri naamai vake hameno. Mujubheki anobvunza Monika kuti rokwe
IMBWA HAIHUKURE SADZA: Eeka wakafa zveshuwa!
UNOZIVEI? Zvimwe zvinhu haasi mashura. Inguva zhinji kwazvo dzandinonzwa vanhu vapenyu vachinzi nevamwe – “Aah munoreva nhingi here? Akafa kare uya!”
Haasi muroyi, asi murwere
MUKADZI wekufumoonekwa asina kupfeka ari pane imwe imba kuUnit F, kuChitungwiza nemusi weMugovera svondo rapera, uyo akafungidzirwa nevamwe vakamuona kuti muroyi anonzi murwere wepfungwa.
Vodzidza chinyakare paChiimbira
CHIKORO cheChiimbira Primary School, icho chiri kwaMutumba kuMadziva, chiri kusimudzira zvidzidzo zvetsika nemagariro kuburikidza nemusha wechinyakare uyo wachiri kuvakisa.
Ndiri mudzimai ane makore 29
CHIREGERAI zvenyu kufona pa0712 038 168 nekuti ndakamuwana wandaida ane mazirudo. Kutenda kukuru kunemi veKwayedza nechirongwa chenyu.
Cazorla akakurukura neAtletico Madrid
ATLETICO Madrid yakakurukura naSanti Cazorla kuti abve kuArsenal igomutenga pachapera mwaka wegore rino, sekutaura kwaGuillem Balague.
— Ziva —HAKATA
HAKATA tumiti kana tumabhonzo twakavezwa twunoshandiswa nen’anga pakushopera. Kushopera zvinoreva kutsvaga ruzivo uchiita zvekufembera. Mamiriro anenge akaita hakata kana dzakandwa pasi ndiwo anotariswa nen’anga yopa dudziro. Hakata dzinoshandiswa dziri ina,…
Kushaya mbereko nezvikonzero zvacho
KUSHAYA mbereko kukundikana kubata pamuviri kwenguva ingareba kusvika gore rimwe chete apo vanhu vanenge vachipinda munyaya dzepabonde pasina nzira dzekurera mhuri dzavanenge vachishandisa panguva iyi.



