Mainini vakadzika babamukuru demo

MURUME wekwaSeke akapotsa afa apo akajajadwa kutemwa nedemo nemuramu wake mushure mekunge vanetsanirana muti wemuchero wemuhabhurosi kana kuti muhingi uyo uri pamuganhu peminda yavo.

Ngozi yakaripwa . . .

NGOZI yemurume wekuMadziva, kuMashonaland Central, uyo akapondwa nevanhu vemumhuri mbiri mugore ra1978 inonzi yakazoripwa sezvayaida – imbwa shanu, mombe 32, rekeni nenhava.

Fizi: vamwe vonyozera

ZVICHITEVERA danho reHurumende rinoti hakuna mwana wechikoro anofanirwa kudzingwa nekuda kwekuti haana kubhadharirwa mari, kune vamwe vabereki – vamwe vacho “mbozha” – vave kunyozera vachishandisa mukana uyu kuti vana

MAONERO EDU: Teverai gwara raPresident, vakuru nevadiki

NOMUSI weMugovera uno Zimbabwe iri kupemberera zuva rekuzvarwa kwemutungamiri wenyika, President Mugabe. Pazuva iri, President Mugabe, avo vanovazve mukuru-mukuru weuto reZimbabwe Defence Forces, vachasvitsa makore 91

Makorokoto Cde President!

RUZHINJI rweZimbabwe rwuri kubabatana svondo rino mukukorokotedza mutungamiri wenyika, President Mugabe, avo vari kusvitsa makore 91 okuberekwa musi weMugovera uno (Kukadzi 21).

‘Vanhu ngavadzidziswe kukosha kwemiti’

MUTEVEDZERI wegurukota rebazi rezvekushanyirwa, Retired Brigadier-General Walter Kanhanga, avo vanove zvakare mumiriri weGuruve North mudare reNational Assembly vanoti veruzhinji vanofanira kudzidziswa kukosha kwekudyara miti

Mutyairi wekombi dzamumomotera

Garnet Zvimba NYAKUNZI aikudza kugara achizvambaradza mukadzi pamwe nekumunyima zvekudya akazochechuka amiswa mudare.Shamiso Ndoro akaendesa aimbove murume wake, Tapfumanei Manyokoza, uyo anova mutyairi wemakombi,

Hwindi ari kukanga waya . . .‘Ndakaiswa runyoka’

MURUME anogara kudzimba dzemudurikidzwa dzeMatida, kuSakubva kwaMutare, ari kukumbira rubatsiro kubva kuruzhinji zvichitevera kusungwa kwaanoti akaitwa nerunyoka kana kuti rukawo zvekusara ava murume pasina.

Kurarama neutachiona hwehiv

Catherine Murombedzi CHIREMBA mukuru vanoremekedzwa Dr Timothy Stamps avo vanove Patron wesangano reZimbabwe HIV/Activists Union Community Trust (ZHAAUCT) vanoti kuderera kwaita huwandu hwevanhu vari kubata utachiona hweHIV hutsva munyika ino

‘Lewandowski anototengwa nemari svinu’

MANCHESTER United, Arsenal neLiverpool zvinofanirwa kuburitsa mari svinu kuti zvitenge Robert Lewandowski, sekutaura kwaDietmar Hamann.

×