‘Kucricket hakuna zveje-e’

TSIKA yekusvotesana inoitwa nevatambi vecricket kumakwikwi akaita seeWorld cup, iyo yagara ichitenderwa, inonzi rwendo rwuno hakuna uye vanobatwa nemhosva yekuita izvi vachamiswa kuita zvemitambo neveInternational Cricket Council.

Mbuya isina kupfeka pu-u kuChitungwiza

YAKAVE batai-batai pane imba kuUnit F, kuChitungwiza nomusi weMugovera wadarika apo mumwe mudzimai aifungidzirwa kuti muroyi akaonekwa ari pamba apa asina kupfeka.

Kutengeswa kwefodya kwononoka

MWAKA wekutengeswa kwefodya wegore rino unonzi unganonoka kutanga sezvo fodya yakawanda ichiri diki zvikuru nekudaro nguva yekuti ichitemwa nekupiswa haisati yakwana.

Katarina shasha yemujaho akapora

SHAsha yemujaho wekusvetuka pamwe nekumhanya, Katarina Johnson-Thompson uyo ange ari pazororo mushure mekukuvara kwaakaita, anoti acharwira mukombe kumakwikwi eBritain Indoor Championships.

Akaoma mitezo ku‘small-house’

Hardway Nyakuwarwa SHASHA yekunzi yakaoma mitezo iri ku”small house” yakazodhonzerwa kudare nemudzimai wayo achida kuti apihwe mari yepenjeni kuitira kuti akwanise kuchengeta mhuri yavo.

Vanhukadzi vokurumbira mukurima

VANHUKADZI vane chitsama vari kuratidza kubudirira zvikuru munyaya dzekurima uye kuchengetedzwa kwezvipfuyo apo vari kutsigirwa nesangano reUSAID pasi pechirongwa cheZimbabwe Agricultural Competitiveness Programme (Zim-ACP).

‘Torai mishonga yangu muipise . . .’ Handichada: mukuru wezvigure

MURUME wechidiki, uyo ange ave nemakore 24 achiita zvezvigure zvekusvika pakuva mukuru wazvo, anoti “handichada”. Joseph Chirenje anoti panguva yose yaagara achiita zvezvigure, vaiita mabasa akaipa anosanganisira kuuraya vanhu. Asi

A-LEVEL — PAFUNGE: Rudo anonetsekana nemaitiro aJoe Rug

CHITSAUKO 2 (Ongororo: Enderero mberi) Tinova nepfungwa yekuti mwanasikana akasunungukwa ndokusiiwa anofanira kunge ari Rudo. Nepamusaka pecharinga

Kutsvaga shamwari dzokufambidzana nadzo

MAKAITA basa nechirongwa chenyu veKwayedza chinobatsira chokwadi, vose vaifona pa0715 213 818 nepa0771 861 116 ngavachirega zvavo tatove nemusha. Mwari ngaakudzwe. ***** Ndiri murume ane makore 27, ndiri kutsvaga mukadzi…

‘Hunhubu kumapurisa kwete’

MAPURISA anofanira kuva nehunhu hwakanaka vachishanda vaine chinangwa chekuchengetedza runyarararo munyika pamwe chete nekudzivirira mhirizhonga.

×