Guva haringofukunurwa: Mapurisa
Kingstone Mapupu PASI pemutemo wenyika yeZimbabwe, kana mushakabvu achinge avigwa, guva rake haringofukunurwa kunyangwe pakava nezvikonzero asi kuti panotofanirwa kutangwa patsvagwa mvumo kubva kuHurumende. Mutauriri wemapurisa munyika, Chief Superintendent Paul Nyathi,…
Tsumo dzisinganyanye kushandiswa
Ticha Danga TINAYO nhava yedu iyo tinoda kuti igonyatsozara kuti pamu pamu tozoisa chishwe chatichazosunungura kana toda kushandisa zvirimo munguva inotevera. Vakuru vanoti usaruka nhava sora ratsva. Izvi zvinoreva kuti hatiregei…
Shiri yakangwara inovaka dendere mvura isati yanaya
naErnest Muchena VAKURU vanoti shiri yakangwara inovaka dendere rayo mvura isati yaturuka saka nekudaro mutyairi wega-wega anofanirwa kugadzirira motokari yake kuti asazoite dambudziko mumwaka uno wekunaya kwemvura.
‘Mai mwana, handina mugodhi wemari’
Sandy Musungata MURUME wekuzvuvirwa kudare neaimbove mudzimai wake achida kuti $100 yaaibvisa yemendenenzi ikwidzwe, akati mari iyi iri kutomuremera kubhadhara sezvo aine imwe mhuri inodawo kuchengetwa uye kuti haana mugodhi…
O-LEVEL — NDINOFA NDAEDZA: Varwi vaRevai vanokurira Chokupamba
Ticha Tichaziva CHITSAUKO 11 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Ishe Chokupamba anozoedza kuvashingisa kuti pawane angashinge kuuya kumberi asi hapana anoda kufira isi yake nekudziirira maguta amambo. Chigange anotanga kupopotera Ishe…
Murume wangu mushakabvu ondipfukira
KUNA tete Ndiri mukadzi ane makore 59 ekuberekwa. Dambudziko rangu rakadai: Ndainge ndakaroorwa uye ndigere zvakanaka. Ndine vana vatanhatu nevazukuru 15. Murume wangu asati ashaya takaita makore manomwe taparadzana pabonde.…
Purazi ngarive bhizimisi rekurima
Steve Mapfumo MAKORE akawanda andashanda senyanzvi inoona nezvekushandiswa kwevhu andibatsira kudzidza zvizhinji munyika ino pamusoro penyaya dzekurima. Varimi kubvira makore adarika vakabatsirwa zvikuru nenzira dzakasiyana asi pundutso yacho haisi kunyatsoonekwa uye
‘baba hamuite, hamuite!’…
Tatenda Moyo MWANA wekumira kubhadharirwa mari yemendenenzi nababa vake achinzi ayaruka sezvo ave nemakore 18 okuberekwa asi achiri kuenda kuchikoro akazokwidza nyaya iyi kumatare achida kuramba achiriritirwa. Tinotenda Madhumira akamhan’arira baba…
Zamu ranyachide kwachu
Orpah Mukotekwa NYACHIDE pabarika akaendesa vahosi kudare mushure mekunge vamukakatyura zamu zvekukwachuka apo vairwira murume. Florence Gramu akamhan’arira Caroline Sirewu kuHarare Civil Court achiti amushaisa rugare. “Changamire, ndauya kudare ndichida kuti…
Bio-tech yosimudzira kurima
Muchaneta Chimuka naDaphne Machiri SANGANO reNational Bio-technology Authority (NBA) riri kusimudzira nyaya dzekurima kuburikidza nekushandisa ruzivo rwechizvino-zvino mukuvandudza zvirimwa nezvipfuyo. Bio-technology ruzivo rutsva rwekusimudzira zvirimwa nezvipfuyo kuburikidza nekushandiswa kwezvinhu



