Kunyepera dare kwakamuparira

MUDZIMAI wekuChitungwiza wekunyepera dare kuti aive arohwa nemurume wake akaigochera pahutsi sezvo akatongerwa kubvisa faindi ye$50 uye kukundikana kwake kubhadhara mari iyi aizonodya refovhoro.

George anoendeswa kuParirenyatwa

CHITSAUKO 22 (Nyaya yacho) Ambulance inosvika pachipatara cheHarare George ndokupihwa mubhedha mukamuri B7 nguva dzemanheru.

Ofemeswa nemunin’ina waakaunza pabarika

Orpah Mukotekwa MUKADZI wekutora munin’ina kuti aroorwe nemurume wake mushure mekunge iye atambura kuti abate mbereko, akaigochera pahutsi sezvo akazonopotera kudare apo ainge ooneswa moto nanyachide uyu.

Hill kumakwikwi ekuRio de Janeiro

SHANGWITI yemujaho wekumhanya pamwe nekusvetuka, Jessica Ennis Hill, oti anoda kukwikwidza kumakwishu emaOlympics achaitirwa kuRio de Janeiro muna 2016.

Ngozi chinombova chii?

PANE zvikonzero zvakawanda zvinoita kuti munhu amuke ngozi kunyangwe vanhu vazhinji vachifunga kuti anenge afa achiita zvekupondwa ndiye bedzi anogona kupfuka.

Amwene ndivo sahomwe

KWAMURI tete Ndiri mudzimai ane makore 25 okuzvarwa uye ndave negore nechidimbu ndaroorwa. Dambudziko rangu nderekuti murume wangu (uyo ane makore 28) haagone kugara asingaudze amai vake hurongwa hwemari

DETEMBA TINZWE: Kwayedza mu Zimbabwe

naElismore Gunda Mazhindu Kukurigorigo, kukurigorigo.

Anorova nekutukirira mai vake

Orpah Mukotekwa AMAI vekugarorohwa kunge nyoka yapinda mumba pamwe nekutukwa nemwanakomana wavo vakazoguma vaenda kudare.

Ndiri musikana ane makore 22 okuberekwa ndinotsvagawo mukomana

NDAPOTA vanhu ngavarege kufona panhamba dzinoti 0773 274 384 nekuti ini handizi kutsvaga mudikani uye ndiri muwanano kare. Handizivi kuti ndiani akatumira nhamba dzangu idzi kuKwayedza. Ndatenda.

Chigange anoudza Ishe Chokupamba nyaya yavafambira

CHITSAUKO 11 (Nyaya yacho: Enderera mberi)

×
×