Varimi 2000 vakabatsirwa

VARIMI vanodarika 2 000 svondo rapera vakasimudzirwa zvikuru zvichitevera kupihwa kwavakaitwa zvekushandisa zvakaita sefetereza, mbeu pamwe nemishonga nechikwereti nekambani yeLasch Enterprises

Ebola: Zim yonobatsira here?

GURUKOTA rezveutano nekurerwa kwevana, Dr David Parirenyatwa, vanoti vari kuita hurukuro nevamwe varapi vangade kuenda kunobatsira kunyika dzakatarisana nechirwere cheEbola kuWest Africa dzakaita seSiera

Moyes akawana basa kuSpain

AIMBOVA mutungamiriri weManchester United, David Moyes, ndiye ava maneja wechikwata chekuSpain cheSociedad.

Goho rokanganiswa nemamiriro ekunze

NYANZVI dzezvekurima dzakakurudzirwa kuti dzitsvage dzimwe nzira dzinoita kuti varimi varambe vachiwana pundutso mubasa ravo zvichitevera kukangiswa kuri kuitwa goho munyika nekuda kwekushanduka kwemamiriro

Oroverwa kusabata mimba: ‘Vabereki havadi zvakadaro’

MUKADZI wekugara achirikitwa pamwe nekudzingwa pamba nemurume wake nenyaya yekuti haasi kuita mwana akazokwidza nyaya yake kudare.

Maonero Edu: Budiriro yedzidzo ngaisimbaradzwe

ZIMBABWE inyika yagara iine mukurumbira munyaya yedzidzo muAfrica yose sezvo iriyo iri pamusoro pakugona kuverenga pamwe nekunyora. Vanhu venyika ino “vakadya maB”.

Perez aisada Ronaldo

CRISTIANO Ronaldo aisadiwa kutengwa nemutungamiri weReal Madrid Florentino Perez, sekutaura kwaRamon Claderon uyo akatsiviwa pachigaro ichi naPerez.

Pwere 57 miriyoni hadzisi kuchikoro

VANA vanosvika 57 miriyoni vanonzi pari zvino havasi kukwanisa kuwana mukana wekuita dzidzo yepuraimari pasi rose nekuda kwezvikonzero zvakasiyana.

Vadzidzi veZim vatekeshere

SANGANO reCouncil for International Schools (CIS) rinoti Zimbabwe ndeimwe yenyika dziri muAfrica ine vadzidzi vakatekeshera pasi rose uko vari kuita zvidzidzo zvakasiyana.

‘Kudya kwakanaka ikodzero yemunhu’

HURUMENDE yakazvipira kuona kuti munhu wese awana kudya kunovaka muviri uye kwakakwana sezvo iri kodzero yechizvarwa chose chenyika ino.

×
×