Mubairo weVaseline hutu kuZvishavane

MUTENGI akaita mhanza yekuhwinha mubairo mukuru we$20 000 mumakwikwi eUnilever Vaseline Winter Warmer Promotion a2014 akatenda kambani iyi nekuvandudza kwairi kuita upenyu hweveruzhinji, kuburikidza

A-LEVEL — MUbairo: Kamukomba anoshora mudzimai waGeorge

CHITSAUKO 12 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Munhu ari kurova gedhi ndiKamukombe uyo akahuguta zvake hwahwa achizhambatata achipaumba achiti musha

Anodzura muriwo kana agumbuka

Arnold Kaseke MURUME wekunzi anogara achizvindikita mukadzi wake ozopedzera hasha dzake mukudzura muriwo mubindu akazomiswa mudare reHarare Magistrates Court.

‘Ndinenge ndakakoriwa’

MUDZIMAI wekugarooneswa pfumvu nemurume wake akateterera mudare achiti anodawo zororo kubva mukuzvindikitwa uko pavakaroorana.

SRC yoronga maDistrict Youth Games

SANGANO rezvemitambo reSports and Recreation Commission rinoti rine hurongwa hwekuparura chirongwa chitsva chemaDistrict Youth Games nechinangwa chekusimudzira mitambo yakasiyana uye izvi zvichapa mikana

Harare yakatonga

PUROVHINZI yeHarare ndiyo zvakare yakasimudza mukombe kumakwikwi achangobva mukuitwa kuMasvingo emaNational Youth Games.

O-LEVEL — ndinofa ndaedza: Ishe vanoita mabiko

CHITSAUKO 7 Nyaya yacho (Enderera mberi) Revai anotaurira Ishe Machingauta mafambiro aakaita nekuyamurwa kwaakaitwa naChigange kumununura

‘Anoda kundibvisa ziso’

Arnold Kaseke NYAYA yekurwira munda pakati pevamwe varume vaviri yakazosvitswa kumatare apo mumwe wavo anonzi akange avimbiswa kubviswa ziso.

Grade 7: Mwaka inowanika mukati megore

“MOTSIRO dendere wagara mashange mbiriviza pamuromo pegange gangiridza, chindori gumirawa” Aka karwiyo kaiimbwa makarekare apo vanhu vaiedza kuverenga.

‘Magaya ari kutihwinisa’

MURAIRIDZI weGunners FC, iyo iri kukwikwidza muligi reNorthern Region Division One — Kuda Masaraure — anoti minamato yaProphet Walter Magaya veProphetic Healing and Deliverance Ministries avo vanove muridzi

×
×