Mari yakapera nekutonyora

Arnold Kaseke VANHU vaive mudare vakatyoka mbabvu nekuseka apo mumwe murume akanga amhan’arirwa nemukadzi wake achida kuti mari yaari kubvisa yemendenenzi iwedzerwe sezvo achitengesa shangu dzemamubhero akati akabhuroka

Kana nemvura inodhakawo futi!

NDINOFUNGA kuti Noah paakazobuda muareka akanga aneta nekugaramo. Imbozvifunga iwe nhasi uno kurwadza kunoita kugara mumba kana mvura ichinaya. Munogara makatarisa kunze nepahwindo muchingoti, dai kwagasa

– Ndini uyo –

Matilda Changodza NDINE makore 34 ekuberekwa ndichibva mubhuku raChimatira kwaShe Nyamweda, kuMhondoro. Ndinofarira basa rangu rekushanda muchitoro iro ndakatanga ndichangobva kuchikoro.

Imba yemuporofita yava chipatara

MUPOROFITA wechidzimai weJohane Marange kuGlen View 1, muHarare, akasandura imba yake achiita chipatara chekusunungukira vanhukadzi vanenge vakazvitakura.

Ndiri mukomana ane makore 24

MAKADII veKwayedza? Makaita basa ndakamuwana wandaida nekudaro vaifona pa0733 813 867 ngavachirega havo. Ndatenda hangu. **** Kune vaimbondifonera pa0733 391 386 chiregai henyu zvakaita zvandaishuvira. Makaita basa henyu veKwayedza nekundishambadzawo.…

Mukadzi wemuchato akasiiwa pamhene

MURUME wekutiza mukadzi wake wemakore, uyo waaine muchato naye, akazochechuka amiswa pamberi pedare. Sofia Bhosha akaendesa Onias Bhosha kuHarare Civil Court achida mari yekuti ariritirwe nemurume wake.

MAONERO EDU: Mbiri yakadai haina kunaka

SVONDO rino tine nyaya mbiri dzinorovesa hana, idzo dzinoratidza kuti chokwadi pasi rapinduka. Nyaya yekutanga ndeye mumwe muporofita anoti ane masimba ekukonzeresa rufu rwemunhu kuburikidza nekushandisa tsono

Sadc ngairambe iri mugwara: VaMugabe

CHINO ndicho chikamu chokupedzisira pazvikamu zvatakakupai zviri maringe nemusangano wavatungamiri venyika dzomudunhu rokuchamhembe kweAfrica, reSouthern African Development Community (Sadc).

Chati homu chareva!

VANHU vese vari pakati pokuita zvakasiyana-siyana. Asi sokutaura kwandakaita svondo rapfuura, mwedzi waNyamavhuvhu 2014 unenge nhumbu yomukadzi isingataure chayadya. Ndakataura mavhu namarara ezvinhu

‘Mukadzi anokorobha pandinenge ndatsika’

Arnold Kaseke MURUME wekudhonzerwa kudare nemudzimai wake akagunun’a achiti mukadzi uyu haadi kumuona zvekuti akasvika pamba anokorobha tsoka dzake uye ave kudanana neshamwari yake.

×
×