Vofarira kudzoka kwe’extra-lessons’
Nyasha Mutena VANA vechikoro vari kutenda nekurumbidza Hurumende zvichitevera kubvimidza kwayakaita kuti zvidzidzo zvepazororo, zvema”extra-lessons”, zvichitange kuitwa zvakare zvichitevera kumbomiswa kwazvainge zvaitwa
Vasikana munhanga, vakomana mugota
Ticha Danga KANA ndichiti ngatimbodzidza nezve nzvimbo ndiri kuda kuedza kuburitsa mazita aipihwa nzvimbo nevakare vedu tichifananidza nemadaidziro otodziita zvino. Ndinodaro nekuti mwana wemazuva ano anongoziva kuti nyama
Mwana akagezeswa tsvina nemawoko
MWANA anodzidza paMasuku Primary School, kuTshabalala kuBulawayo, akanorapwa kwachiremba mushure mekunge amanikidzwa nemushandi wepachikoro ichi kubvisa tsvina yemunhu nemawoko ake muchimbuzi
Kugona T.B kutevedzera zvarehwa nachiremba
Cathrine Murombedzi MUMWE murume wekukwaChireya, kuGokwe ane makore makumi matatu nemanomwe ekuberekwa anoti akapona neburi retsono. VaGeorge Chigaro avo vane mudzimai nevana vana vakarwara zvakaipisisa mugore
Sadc ngaiite mbiri yemaguta
KWASARA mazuva mashoma-shoma nokuti musi weSvondo musangano uye weSadc uri kutanga. Mashoko ari kubva kuHurumende, vanyori veSadc nevatapi venhau vari kuVictoria Falls anoti zvinhu zvese
Muramu oda vharamuromo
NDINOKUKWAZISAI tete, Ndiri murume ane makore 34, ndakaroora uye ndine vana vaviri. Ndinogara nemudzimai wangu naamainini muramu wangu.
Shackleton: isodhoma neGomora
Kingstone Mapupu KURASA hunhu kunonzi kwagodza mukomboni yemugodhi usiri kushanda weShackleton, kuChinhoyi, sezvo nzvimbo iyi ichinzi yave Sodhoma neGomora chairo. Varume vanonzi vari kutiza mhuri dzavo kunzvimbo dzakaita seChinhoyi, Banket, Karoi…
‘Tinodya nyama yevanhu natete’ . . . ndichinanzvwa nezinyoka
Kingstone Mapupu MUKADZI wechidiki anogara kuMandava, kuZvishavane ari kubuda pachena, kutoita zviya zvekuimba chaizvo, achiti anoroya pamwe chete nevamwe tete vake avo vaanoti vanomumanikidza kudya nyama yevanhu, imwe yacho ichizoita…
Baba ‘vorapa’ mwana tsviyo nekumubhinya
Kingstone Mapupu MUKADZI wekuEpworth ane makore 38 ekuberekwa, uye ane dambudziko rekurwara netsviyo, anoti ashaya zvekuita nababa vake avo vakabvira kumubata chibharo apo ainge achiri mudiki dakara pari zvino apo…
‘Ndibhadhare $60 yekufugura hembe’
Sandy Musungata CHEMBERE yekurumwa nembwa ndokuzoendesa muvakidzani wayo kudare ichida kupihwa mari yayakashandisa kuzvirapisa, yakasetsa vanhu vaive mudare apo yakati yaidawo kubhadharwa kuonererwa kwayakaitwa nevanhu apo yaifugura hembe ichiratidza





