Covid nemiti yechivanhu
Tendai Rupapa ZIMBABWE nemusi weChitatu yakaita hurukuro yekutanga pakati pevarapi vechivanhu nemachiremba vakadzidzira basa nedzimwe nyanzvi dzezveutano nechinangwa chekutsvaga nzira dzekuti mishonga yechivanhu ingashandiswe sei mukurwisa zvirwere zvinosanganisira Covid-19. Hurukuro…
Baiwai majekiseni’
Mukudzei Chingwere KUNYANGWE zvazvo majekiseni ekudzivirira chirwere cheCovid-19 achabaiwa kune vanoda, bazi rezveutano nekurerwa kwevana riri kukurudzira vanhu vose vemuZimbabwe kuti vagashire mushonga uyu nedonzvo rekuti vadzivirirwe kubva kudenda iri…
Akadzura mwoyo wemunin’ina
Danisa Masuku MWEYA wengozi yemunhu anonzi akafa nekupondwa wakaburitsa pachena kuhama dzake kuti akauraiwa nemukoma wake uye mwoyo nechigunwe zvake zvikapihwa kune imwe n’anga kuti zvishandiswe nemushonga wekutsvaga kupfuma. Manenji…
Zinyoka pasi pemubhedha muchipatara kuGweru
Munyori weKwayedza YAKAVE batai-batai pane chimwe chipatara chiri kuGweru apo zimukweshwa renyoka raive rakareba mamita anodarika matatu — iro rinofungidzirwa kuti irovambira (black mamba) — rakapinda mune imwe wadhi inorapirwa…
Mwana afira mu‘septic tank’
Kingstone Mapupu MWANA wekushaikwa nevabereki vake kwemazuva matatu mumusha weSenton Park, muguta reHarare, azowanikwa mutumbi wake uri mugomba kana kuti tangi retsvina – “septic tank”. Sharon Zariro (6) akagumisira kuonekwa…
Tave kutyira vechidiki: Mafero
Abel Ndooka MURAIRIDZI weChicken Inn — Joey ‘Mafero’ Antipas — anoti ave kutyira vatambi vechidiki kuti vanogona kurasika vakapedzisira votora zvinodhaka zvisingatenderwe mumuviri zvichitevera kupedza kwavaita nguva yakareba vasingatambe nhabvu.…
Zviri mugapu: Kukaringa muriwo wekabichi
naMuchaneta Chimuka MUMURIWO wemakabichi tinowana Vitamin C, mapuroteni nekudzivirira nyaya dzekufufutirwa mudumbu. Svondo rino Simon Muchini wekuMasvingo anotitsanangurira mamwe mabikirwo emuriwo uyu. Zvinodiwa: Kabichi, matomatisi, hanyanisi, mafuta, pani nechipunu. Mabikiro:…
Covid yokanganisa varimi vechidzimai
Muchaneta Chimuka CHIRWERE cheCovid-19 chinonzi chiri kukanganisa zvikuru mabasa evanhukadzi vari munyaya dzekurima zvichitevera matambudziko avari kusangana nawo sekutadza kuenda kumisika kunotengesa zvirimwa zvavo nekunotenga zvekushandisa. Mutungamiriri wesangano reZimbabwe Women…
Akafa atsikwa nemota yababa
Kingstone Mapupu MWANA aive negore nemwedzi mina yekuberekwa wekuBindura anonzi akatsikwa ndokufa nemotokari yababa vake iyo yakangoerekana yave kufamba isina mutyairi pachivanze chevabereki vake. Tsaona iyi inonzi yakaitika nguva pfupi…
Chitungwiza yatarisana nezvirwere
Phillipa Chinhoi-Mukome VAGARI vekuChitungwiza vobatira hana dzavo mumaoko vachityira kuti munzvimbo yavo mungangonyuka zvirwere zvemanyoka zvinosanganisira cholera zvichitevera mvura zhinji yakanaya svondo radarika zvikaita kuti mvura yemasuweji ipedzisire yopinda mudzimba…











